CHISHONA CHAKANAKA

22 Jun, 2018 - 00:06 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected] [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Pedzisa mitsara iyi nezwi rakakodzera pamazwi aya:
dzvamu, mbumu, befu, bvaju, kwanyanu
1. Saga raTino rakati . . . zviyo zvikarasika. (bvaju)
2. Tendai akatura . . . anzi haana mhosva. (befu)
3. Shiri dzakati . . . dzaona zinyoka. (dzvamu)
4. Imbwa yakati . . . yanzwa muridzo. (kwanyanu)
5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati . . . (mbumu)
ZVAKABVA KUVANA:
Blessing Fero, Goromonzi – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
Mai Linda, Lobengula Extension, Bulawayo – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
Winnet Nyataha, 5 Blue, Tsinhirano Primary School, Tafara, Harare – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.
Tinotenda Mtambika, Beatrice High – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
0777 533 782 – 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.
Bailey Chinyadziro, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
Peter Mahachi, Ruwa – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yazwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.
Lamion Chiuta, Ushewekunze, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
Mai Shallome, Domboshava – Moyo muti unomera paunoda.
Polette Nyamazha, Grade 7C Sakubva Primary School, Mutare – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva.
Blessed Nyamambishi, Masvingo – Chida moyo hamba yakada makwati.
Jadel Marume, Tafara 1 Primary, Harare – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5.Takaziva kuti ifodya hutsi hwatimbumu.
0779 221 400 – Moyo muti unomera paunoda.

T. One Chitare, paBoka – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Talent Dhambuza, Grade 6A, Earlyhood Academy, Epworth, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyamu; 5. mbumu
* * *
Bailey Chinyadziro, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
0773 476 546 – Ane pamuromo pasingamarwi nenhunzi.
* * *
Charity Bingwani, Jonas Primary School, Chitungwiza – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
* * *
Tawanda Chitare, Dangamvura,
0774 706 627 – Shiri ine muririro wayo hairegi.
* * *
Kuku Hwenga paMutemachani – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
* * *
Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
* * *
Marvellous Mupariwa, Grade 7 Yellow, Makomo Primary, Epworth. – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
* * *
Mind Tafara Mupariwa, Domboramwari Primary, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Saviour Tanatswa Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Talent Dhambuza, Grade 6A, Earlyhood Academy, Epworth, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyamu; 5. mbumu
* * *
Luke Madhanda, Grade 3 Red, Tafadzwa Primary School, Stoneridge Park – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Rutendo Banda, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
0777 953 251 – Moyo muti unomera paunoda.
* * *
Blaine Manatsa, Etina Sec School, Kadoma – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
* * *
Amos Musariyarwa – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Tawananyasha Mukaka, Grade 4 Yellow, Glen View 8 Primary School – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
0713 099 269 – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.
* * *
Bailey Chinyadziro, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
* * *
Munashe Tocky Chinogwenya, Mutasa Primary School, Highfield – 1. Nezuro Chipo akaruka Chiedza musoro; 2. Nezuro sekuru vakakama mombe; 3. Nezuro amai vakayanika hembe pamutariro; 4. Nezuro VaNdudzo vakatidzidzisa kutamba bhora; 5. Nezuro vanhu vese vakaenda kudare kwamambo.
* * *
0775 947 518 – Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.
* * *
ZVEKUITA SVONDO RINO:
Tipe izwi rinopesana neriri mumavara akakomberedzwa. Semuenzaniso; imbwa (diki) – imbwa (hombe).
1. Nyoka (refu) – nyoka . . .
2. Mbudzi (nhema) – mbudzi . . .
3. Banga (rakapinza) – banga . . .
4. Muchero (unotapira) – muchero . . .
5. Rwizi rutete – rwizi . . .
* * *
Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey