Duramazwi

02 Jul, 2015 - 00:07 0 Views

Kwayedza

PFUMBAMUROMO — Iyi imari kana zvimwewo zvinhu zvinopihwa munhu anoziva nezvemhosva, nanyakupara mhosva, achiitira kuti munhu iyeye asataure zvaanoziva panyaya iyoyo.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey