Duramazwi

13 Nov, 2015 - 00:11 0 Views

Kwayedza

GWINDINGWI – Iri rinogona kunge riri sango rinotyisa rine mazimiti akareba, akawanda kana kuti vhudzi hombe rakangoita mamvirinyinyi risina kukamwa. Gwindingwi zvakare izita regomo riri kuChirumhanzu.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey