Duramazwi

05 Sep, 2014 - 09:09 0 Views

Kwayedza

UNHUNZVATUNZVA – Aya maitiro emunhu anoda kuzvimisa-misa pazvinhu zvese, achizviita ndiye muzivi, iye achitokanganisa zvinhu. Izwi iri rinogona zvakare kureva maitiro emunhu anongotevera vamwe kuita zvisina musoro asingambozvibvunzewo kuti chii chaari kuita.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey