Kwayedza
VANHU ava vange vakaungana vachiona chivakwa chemudurikidzwa chchiri kutsva panosangana mugwagwa waRobert Mugabe naChinhoyi Street muguta reHarare.
Moto unonzi watanga kutsva mambakwedza eChina chino uye zvinofungidzirwa kuti wakonzerwa nekusashanda zvakanaka kwemagetsi.