Vana 2 vafa pachechi

07 Dec, 2022 - 17:12 0 Views
Vana 2 vafa pachechi Asst Insp Wiseman Chinyoka

Kwayedza

PREMIUM

Luthando Mapepa

DAMBUDZIKO rakawira kereke yeKubatanakwashe Faith Fellowship Church iri kuChipinge apo vana vaviri vakafa mushure mekunwa mushonga wainge wagadzirwa nemukuru wechechi iyi pachirongwa chekubhabhatidzwa pedyo nerwizi Save neChishanu chapfuura.

Nyaya iyi – iyo yakasiya vagari vemubhuku raNdunduma, kwaChibuwe, kwaMambo Musikavanhu vazere nekutya – yakaitika mushure mekunge vana vaviri vemumusha mumwe chete ava vanwa mushonga unonzi wakagadzirwa nemukuru wechechi iyi, Pedzanai Masapa.

Masapa anonzi akanga aporofita pamusoro pedambudziko raizowira vana ava kana vasina kubhabhatidzwa.

Mutevedzeri wemutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi vachiti iri kuferefetwa uye hapana ati asungwa.

Vana vaviri ava ndiTaura...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey