Ziva – IBVA WAZIVA

05 Sep, 2014 - 09:09 0 Views

Kwayedza

CECIL JOHN RHODES
UNOZVIZIVA here kuti mupambepfumi Cecil John Rhodes aive chizvarwa cheBritain, asi akazogara munyika yeSouth Africa? Akanga ari mutungamiri kana kuti prime minister wedunhu rakanga rapambwa nevachena reCape kubva muna1890 kusvika muna1896. Akaramba achiwedzera kupamba nyika dzevatema dzakaita  seBechuanaland, iyo yave kunzi Botswana, mugore ra1884. Kubva mugore ra1889 maziso ake akatorwa neZimbabwe, iyo yaakatumidzwa zita rekuti Rhodesia. Rhodes  akafa muna1902 uye guva rake riri kuMatopo, kuBulawayo.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey