Uncategorized

Covid-19 Chenjedzo

30 Mar, 2020 - 00:03 0 Views
Covid-19 Chenjedzo

Kwayedza

Zvekungwarira pamusoro peCoronavirus

  •  Kuungana kweveruzhinji hakufaniri kudarika vanhu makumi mashanu
  •  Miganhu yenyika yakavharwa kuti vanhu vasafamba kunze kwevari kudzoka chete
  •  Miganhu yenyika inovhurirwa avo vari kufambira zvakoshesesa
  •  Kuongororwa kwevari kufambira zvakakoshesesa kunze kwenyika kuri kuramba kuchiitwa
  •  Vanhu vari kudzoka kubva kune dzimwe nyika vanofanira kugara kwavo voga kwemazuva makumi maviri nerimwe
  •  Panodiwa umboo hwemagwaro anoratidza kuti vanhu vari kubva kunyika dzine Covid-19 havana chirwere ichi
  •  Kufamba kusina tsarukano kunze kwenyika nemuZimbabwe hakusi kukurudzirwa
  • Kurambidzwa kwekuungana kwevanhu munzvimbo dzekunwira doro, kunoonerwa mitambo, kwekusimbirira miviri nemimwewo mitambo kusvika vanhu vazoziviswa.
  •  Vanhu vari kukurudzirwa kuti vasaende kumisika
  •  Vashandirwi vari kukurudzirwa kuderedza huwandu hwevashandi

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey