Blogs

9 years ago | March 13, 2015

Chikoro chekuUzumba chakaparadzwa nedutu

Kingstone Mapupu MVURA yaive nedutu guru yakaparadza matenga edzimba dzekudzidzira pamwe nedzevarairidzi zvinokosha $3 ...

Ethiopia yotungamira mumujaho

TINOZIVA nyika yeEthiopia ichibura shasha yekumhanya murume ane mukurumbira wekusiya mhepo ari Haile Gebrselassie uyo ...

Mukadzi wangu ane kamweya

Kwamuri tete Ndiri murume ane makore 28 okuzvarwa uye ndakaroora. Ndine mwana mumwe chete.

Kubayana zvaita sei?

MAKOROKOTO kumadzimai navanasikana pasi rose vakapembera nokucherechedza zuva reInternational Women’s Day musi wa8 Kurume.

Marwadzo azara muvanhu obvepi?

ENDA pakereke, parufu, pamusangano kana papi zvapo pakaungana vanhu, chinhu chawave kunzwa zvakanyanya mazuva ano inyaya ...

Tishamwaridzane

Ndiri murume ane makore 32 nemwana mumwe, ndinoshanda muHurumende uye ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana ...

9 years ago | February 20, 2015

Ndiri mudzimai ane makore 29

CHIREGERAI zvenyu kufona pa0712 038 168 nekuti ndakamuwana wandaida ane mazirudo. Kutenda kukuru kunemi veKwayedza ...

9 years ago | February 13, 2015

Kutsvaga shamwari dzokufambidzana nadzo

MAKAITA basa nechirongwa chenyu veKwayedza chinobatsira chokwadi, vose vaifona pa0715 213 818 nepa0771 861 116 ...

9 years ago | February 5, 2015

Ndinotsvagawo murume anoda kuroora ari pachokwadi ...

INI ndiri murume ane makore 31 ndinotsvaga mukadzi akavimbika ane makore 26 kusvika 30 anodawo zvemba nekusimukira ...

Kodzero ngadzirege kurasa gwara

PANE nhaurwa iri kunetsa mazuvano, nyaya yokurova kana kusarova vana, kunyangwe zvazvo vanhu vachiratidza kunge varasa ...

Vanondivanza baba vangu

KUNA tete Ndiri murume ane makore 35 ekuzvarwa. Amai nababa vangu vakadanana munguva yehondo vakabva vaita pamuviri ...

9 years ago | January 23, 2015

NDIRI kutsvagawo mukadzi ane makore 26

NDIRI kutsvagawo mukadzi ane makore 26 zvichidzika, ini ndine makore 30 nevana 2. Nhamba dzangu idzi chero nguva 0774 806 180.

9 years ago | January 9, 2015

NDIRI murume ane makore 40

NDIRI murume ane makore 40 ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 40-45 akasimba uyo anoti haasi kupfimbwa. Ngatumire sms ...

9 years ago | December 18, 2014

Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1, ndakarambana nemurume

NDIRI murume ane makore 38 nevana vaviri, ndozviitira mabasa emawoko uye ndinotsvakawo mudzimai ane makore 23-38. ...

Rudo rweKirisimasi rwunofukidza zvose

MAKAKOMBORERWA, makagarika nokuti zvikanzi nebazi rinoona nezvokuverengwa kwavanhu (reZIMSTAT), kuitira kuti kuzivakanwe ...

Mutsvairo kana wotsvaira, unotsvaira

MUMUSHA makauya mwenga. Haadi kuona kana chinonzi marara kana tsvina. Abata mutsvairo wake, hapana paanosiya. Kana ...

Hama dzangu yava chechi

KUNA tete Ndiri murume ane makore 37 ekuzvarwa, ndine mudzimai ane makore 26 nevana vatatu. Takachata muchechi vabereki ...

9 years ago | December 13, 2014

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukomana ane makore 30  ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate ...

Vamwene ndivo mubati wehomwe

KUNA tete Ndiri mudzimai ane makore 28 okuzvarwa uye ndava nemwedzi mitatu ndawanikwa. Murume wangu anoshandira kunze ...

Pafa munhu hapashaikwi muroyi!

AFIRWA haatariswi kumeso, uyewo pese pafa munhu hapashaikwi muroi. Izvi ndizvo zviri kubuda pahurongwa huri kuitwa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey