Ngoma Nehosho

10 years ago | July 11, 2014

Imbwa haizvitengere bhandi

KANA ukaona imbwa ine bhandi remuhuro, zvinoreva kuti ine muridzi wayo. Zviri pachena kuti maporofita enyu aya anoshanda ...

10 years ago | July 6, 2014

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anova muimbi ane mukurumbira mukuru, ndiani.

10 years ago | June 26, 2014

Fembera Fembera tione

VAVERENGI svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu wakataburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ...

Wakandipedzera nguva yangu

IMBWA HAIHUKURE SADZA RIMWE zuva, ndakapedzerwa nguva yangu asi kwete sezvakaimbwa naSelmor Mtukudzi. Ini handina ...

10 years ago | June 21, 2014

Vaimbi vochemera kuridzawo kuHifa

VAIMBI vane mukurumbira vanoti Alick Macheso, Chinx Chingaira naDino Mudondo vochema-chema pamusoro peHifa vachiti ...

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe ...

10 years ago | June 13, 2014

Imbwa inonzi Tsamwauputike

ISU vanhu vemuZimbabwe tinonzi nevanhu vemamwe marudzi tinoda runyararo. Vanhu vanoti hatisi vanhu vehondo. Asi vanodaro ...

Tsvarakadenga ichasarudzwa

Nyasha Mutena KUCHANGE kusingadanwe anonzwa muHarare kumakwikwi etsvarakadenga, eMiss Zimbabwe fainari nemusi weMugovera ...

Fembera fembera tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ...

10 years ago | June 9, 2014

Fembera -fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe ...

Ndiri kushaya wekuroora

MAZUVA ano kunonoka kuroora kana kunonoka kuroorwa hazvireve kusarongeka. Pane zvinhu zvizhinji zviri kuitika munyika ...

10 years ago | December 16, 2013

‘Ndinopa zvikwata zvenhabvu juju’

N’ANGA inozviti chitopota pakushandisa mishonga, inoti yashandira vanhu nezvikwata

10 years ago | December 15, 2013

Tese tiri maNinja here?

DIRA kuvha mugirazi Maoko ari mudenga kunge mukirasi Party yakaheater, bvisa jasi Vanhu vari kufara zvakapfurikidza ...

10 years ago | December 12, 2013

Donec non molestie erat sed

Maecenas vestibulum interdum nisi, a varius felis eleifend ac. Aenean enim mi, iaculis sit amet diam sit amet, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey