NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | January 9, 2015

Akabirwa bhazi aenda kusango

Tatenda Moyo MURUME wekuti akabirwa bhazi kuSouth Africa mushure mekunge aenda kunozvibatsira mune kamwe kasango kaive ...

Akanyemwerera mudare mari yaderedzwa

NYAKUCHEMA-CHEMA kuti mari yemendenenzi yaari kubhadhara idzikiswe achiti zvinhu zvakamuomera akabva kudare ...

9 years ago | December 12, 2014

‘Amai vangu vakamitiswa’

Orpah Mukotekwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati aisada kubvisa mari yemendenenzi yekuchengeta ...

Otizwa nekuda kwezvikwereti

Tatenda Moyo MUKADZI wekuti vanhu vave kumuzeza pamwe nekumutiza nekutya kukweretwa akazoendesa aimbova murume wake ...

9 years ago | December 5, 2014

‘Babamukuru dusai mari’

Tatenda Moyo MURUME wekunzi haariritire mwana mushure mekushaya kwemukadzi wake akazoendeswa kumatare nemunin’ina ...

Mubhedha wechikwereti wamuparira

Orpah Mukotekwa NYAKUNAKIRWA nekurara pamubhedha wakatengwa nechikwereti akazochechuka ave mudare apo munhu ...

‘Shefu’ otongwa kudare

Tatenda Moyo MUDZIMAI wekukwidza aimbova murume wake kumatare achiti ndichamangwiza (chief executive officer) weimwe ...

Akanyn’udzwa nehope mudare

Tatenda Moyo MURUME wekuti nyaya yake yemendenenzi yakatongwa akaneta uye aine hope akazodzokera zvakare kudare achida ...

Muchaworera mujeri: Muchinguri

ZIMBABWE ichava nemutongo wakaomarara, unoita kuti anobatwa nemhosva yekubhinya aworere mujeri kwemakore 30.

9 years ago | November 28, 2014

‘Handidi kudyiwa natezvara’

Orpah Mukotekwa MUMWE murume akachema-chema mudare achiti haadi kuti mari yaari kubhadharira kuchengeta vana vake idyiwe ...

Akapisa musha arambwa nemudiwa

MUKOMANA wekwaSeke wekupisa imba yeaimbova shamwarikadzi yake mushure mekunge akandwa saga akatongerwa kupika jeri ...

‘Barika randiremera’

SAMUSHA wekuita barika revakadzi vatatu akachema-chema mudare achiti akange asingakwanise kubhadhara mari yemendenenzi ...

‘Ndiwe wakandibvisisa chibereko changu’

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aida mendenenzi kubva kumurume akange amupa pamuviri mwana ...

‘Handingaite mwana natsano’

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akanga akatarisana nenyaya yemendenenzi akati mwana haasi wake achiti ...

‘Kana uchida nezveupenyu siyana nemurume wangu’

MUKADZI mudiki pabarika akazopotera kudare apo aiti afemeswa navahosi apo vaviri ava vanenge vachirwira murume wavo.

Gakava re$10 rakaperera mudare

Tatenda Moyo MAKAKATANWA pakati pemumwe mukadzi neaimbova murume wake pamusoro pemusiyano we$10 pamari yekuchengeta ...

9 years ago | November 21, 2014

Akaigochera pautsi

Muchaneta Chimuka NYAKUTYORA gwaro rerunyararo rainge rambotarwa nedare akazvisikira moto muziso sezvo akazotongerwa ...

Ndine $10 chete yemendenenzi

Malven Mugadzikwa MURUME wekumitisa mumwe musikana ndokuzoshaya hanya nekuchengeta mwana wake, akaudza dare kuti ...

‘baba hamuite, hamuite!’…

Tatenda Moyo MWANA wekumira kubhadharirwa mari yemendenenzi nababa vake achinzi ayaruka sezvo ave nemakore 18 okuberekwa ...

9 years ago | November 14, 2014

Kunyepera dare kwakamuparira

MUDZIMAI wekuChitungwiza wekunyepera dare kuti aive arohwa nemurume wake akaigochera pahutsi sezvo akatongerwa kubvisa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey