NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | February 13, 2015

Akagariswa mudhishi nemukadzi

Garnet Zvimba PANE mumwe murume akachema-chema mudare achiti mukadzi wake akamutorera midziyo yose yemumba pamusoro ...

9 years ago | January 30, 2015

Chikomba chaamai kudare

Hardway Nyakuwarwa MWANASIKANA akazvuvira chikomba chaamai vake kudare achida kuti chibhadhare mari yemendenenzi ...

Baba vakakoshiwa mwana

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuti akatiza murume nekuda kwenzara yekushaya zvose akazoenda kumatare achida kuti murume ...

‘Ndine barika, ndapera’

Garnet Zvimba MUDZIDZISI wekuita barika akamiswa pamberi pedare navahosi vake achinzi ari kupedza kutsondokota mari ...

9 years ago | January 29, 2015

Samusha ari ‘kukuya nyemba nemusana’

Garnet Zvimba SAMUSHA wekuomerwa nekubvisa mari yekuchengeta mwana wake sezvo asingachasevenzi akakumbira dare kuti ...

9 years ago | January 23, 2015

Akatibura mukadzi padare

Hardway Nyakuwarwa MURUME wekunzi anoputa mbanje, uyo akawatsura mukadzi wake nembama vachangobuda mudare, akazozvidemba ...

Nhare dzeWhatsApp kuzrp Support Unit

KAMBANI inogadzira nharembozha, yeBusiness Optimization Sytems – iyo inozivikanwa seBos – svondo radarika yakapa ...

Gadhi nemusikana webasa zvaburana

MUSIKANA anoshanda mumba, wekuti akamitiswa nagadhi, akazodya magaka mambishi mudare achiti anoda mari yekuchengeta ...

‘Mari ndinopihwa ndaita ganyavhu’

Garnet Zvimba VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aimbove murume wake haadi kuchengeta mwana wake ...

9 years ago | January 16, 2015

‘Uri gweta iwe, chengeta vana’

Sandy Musungata MURUME wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akati hapana kana kobiri raanobvisa sezvo ari kukwangwaya ...

‘Handini, wakamitiswa naNgirazi’

Tatenda Moyo MURUME wekuramba kubvisa mendenenzi achiti mwana haazi wake uye kuti aiziva baba vemwana uyu akanzi nedare ...

Vakasungirwa kuba mukombi

Muchaneta Chimuka VARUME vaviri vekuita mushandirapamwe wekuba vakafuratirwa nevadzimu vavo apo vakapihwa zvirango ...

Chembere yakabviswa mazino neharahwa

Sandy Musungata MUSHARUKWA wekuenda kudare reHarare Civil Court achida kuti rimise kubhadhara kwaaiita mari yemendenenzi ...

9 years ago | January 9, 2015

Goredzva nembama…‘Sori ndakange ndakadhakwa’

MARAMBADORO akapinza murume wekuChitungwiza munyatwa zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva mudare yekurova vana ...

Pana Madzibaba Ishmael: Kwayedza yakagara yazvireva

PANYAYA yekutiza mapurisa kwaMadzibaba Ishmael Chokurongerwa, muporofita weJohane Masowe weChishanu, bepanhau renyu ...

Kuba chibage kwakamuparira

MUKOMANA wechidiki wekuChitungwiza akadzidza kuti kuba hakuna chimuko apo akabatwa nemhosva yekuba chibage nefetereza ...

Akanorohwa kubasa kwemurume wake

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakashamisa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamurovesa zvakasimba nevaanoshanda ...

‘Mukadzi wangu ane pamuviri’

Tatenda Moyo SAMUSHA vekuda kuti mari yemendenenzi yavari kubhadhara ideredzwe vachiti vanoda kutenga gadziriro yemwana ...

‘Ndini ndiri kugara nevana’

MUDZIMAI wekuChitungwiza wekumhan’arira kudare aimbove murume wake chikwereti chemendenenzi cheUS$1 200 chevana vaasiri ...

Akazvambaradza shamwarikadzi

MURUME wekuChitungwiza wekurikita shamwarikadzi yake mushure mekunge yaramba kuenda naye pabonde akazozvisikira moto ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey