NHAU DZEMUNO

6 years ago | May 18, 2018

Anoda kuti mukadzi wake arare nembwa

Gamuchirai Muzanenhamu MURUME samusha akaendesa mudzimai wake kudare redzimhosva achiti ari kurarisa imbwa dzavo dzine ...

Kana oranga mukadzi . . .anomusungirira pamuti, omurova

‘Nekuti handichamuda’ ‘Muroyi, ndakamubata’

Baba nemwanakomana vonetserana wairesi

Gamuchirai Muzanenhamu MWANAKOMANA wekuti ari kushungurudzwa nababamukuru — mukoma vababa vake — avo vaanoti ...

Vorwira manhanga pa‘town’

Janet Chari NYAYA yekubika manhanga ayo anonzi akange atumirwa naamai kubva kumusha yakamutsa bopoto guru pakati ...

‘Igomarara, kuroyiwa, chipotswa’

CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vanoti murume wekuChimanimani uyo akamera ...

– ZVIWANIKWA ZVEZIMBABWE –

Juliet Sharon Tom SAMBANI/HWIRIBIDI (Isambane/Aardvarks/Ant bear) SAMBANI kana kuti hwiribidi imhuka inowanikwa ...

6 years ago | May 11, 2018

varoyi vakatetena chitunha

Kingstone Mapupu MAMBO Chireya vekuGokwe nevagari veko vari kutadza kunzwisisa zvakaitika pamutumbi wemushakabvu harahwa ...

‘Businessman Akandipa $100 Yekuponda Kamwana (14)’

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MURUME wekuHonde Valley —uyo ari kunetswa nemweya yengozi yevanhu vaakauraya, ...

Zimplats yovandudza chipatara cheKadoma

Malven Mugadzikwa KAMBANI yeZimplats yabatana nemamwe makambani mukuvandudza chipatara cheKadoma General Hospital icho ...

vana voitwa matatya pachikoro

Kingstone Mapupu KAMWANA keGrade 1 paMasasa Primary School, kwaMutekedza, kuChivhu, kanonzi kari kuita mashura — ...

‘siyanai nekuromba’

Kingstone Mapupu VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vakoshese tsika nemagariro evanhu vatema uyewo nekuti vasiyane nekuromba ...

MAONERO EDU: Kuramwa basa bodo, tauriranai

KAZHINJI, vamwe vashandi kana vasingafadzwe nemuhoro wavanenge vachipihwa kana mashandiro avanoita vanowanzofunga ...

‘ndapfidza kurumwa nemazizi’

Kingstone Mapupu MUKOMANA anogara mumusha weDzivaresekwa Extension, muHarare, anoti aoneswa chitsvuku nekurumwa nemazizi ...

Kutonga nyika handi njuga

Ndozvireva namukwende MWAKA wesarudzo, mwaka unoitika zvese zvese. Tatovemo mumwaka wacho.

Mabasa evaroyi ayo’

Kingstone Mapupu NYANZVI dzechivanhu nevamwe vakuru vemachechi vanoti dambudziko remukomana wekuDzivaresekwa Extension, ...

Kusarongeka, marara, bvonyongera muHarare

ZVINONZI guta iguta nekuda kwevanhu varo. Asi kana takatarisa Harare, vanhu veHarare ndevapi kana kuti ndivana ani? Ko ...

6 years ago | May 4, 2018

Anoruma imbwa, mbudzi dzichifa . . .‘cup’ yangu ideheny’a ...

Kingstone Mapupu MURUME wekuBikita, kuMasvingo, anoti kuti anyatsonzwa kunaka kwedoro raanonwa, ndokunge arinwira ...

mombe 5 tezvara nemuroora vaita ‘nyaka-nyaka’

Kingstone Mapupu SABHUKU Chitauro wekwaNyamweda, kuMhondoro – uyo wekunzi akabatikidzwa achishinha nemuroora wake ...

Mwana (16) ozvimba dumbu

Kingstone Mapupu MWANASIKANA wekuBuhera asvika pakusiira chikoro panzira nekuda kwedambudziko rekuzvimba dumbu rake izvo ...

Tipei mukana: Chinomona… ‘Vanhukadzi vanokwanisa ...

Daphne Machiri VANHUKADZI vokurudzirwa kuti vashandise mikana yavanenge vawana kuburikidza nekuita mabhindauko ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey