NHAU DZEMUNO

6 years ago | November 24, 2017

Mukadzi otiza dumbu

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wekunzvimbo yakagariswa vanhu patsva kupurazi reKim Court 2, kwaChihota ...

Chipanga otizira kudare

Kingstone Mapupu — MUIMBI Hosiah Chipanga svondo rapera akazopotera kudare raMambo Mutasa zvichitevera kunetsana ...

Hameno, ndizvo zviri kungotaurwawo

MUNGUVA dzino dzatiri, mashoko ari kuwandisa uye ari kungoerekana auya sepamafoni sezvinonzi inhunzi dzanzwa pane ...

Handigare nemukadzi

MUBVUNZO: Ndiri murume ane makore 49 okuzvarwa, ndakamboroora vakadzi vatatu panguva dzakasiyana asi hapana mukadzi ...

Voita chibhanzi neZim flag

Muchaneta Chimuka — MIREZA yeZimbabwe iri kutengwa semabhanzi anopisa mazuva ano. Kutengeswa kwemireza iyi ...

Maporofita havabhadhare: N’anga

Muchaneta Chimuka — N’ANGA yekuEpworth, muHarare iri kuchema-chema pamusoro pemaporofita ane mukurumbira ayo ...

Vakabhutsurwa muzanu-pf

Tandayi Motsi — ZANU-PF Central Committee nemusi weSvondo wadarika yakadzinga vamwe vakuru vebato iri zvichitevera ...

‘. . . vari ivowo Mai Mugabe’

Munyori weKwayedza — MUKURU wemadzimambo nemadzishe muZimbabwe, Mambo Fortune Charumbira vanoti danho rakatorwa ...

Endai munozorora: zanu-pf

Munyori weKwayedza — BATO riri kutonga reZanu-PF rinogashira kusiya basa semutungamiri wenyika kwaCde Robert ...

Zim: Zvinotarisirwa nevanhu

Muchaneta Chimuka — RUZHINJI rweZimbabwe rwunoti rwune tarisiro yekuti zvinhu zvichanaka munyika – kunyanya ...

Mubvandirimwo pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Ngatibvunze thongo redu rekupona iyo Chikore, Hlabiso, Tonhorai neChecheche. Ndinogonda zviro zvakhona ...

6 years ago | November 17, 2017

zvidhoma zvorwa shanje

— ‘Ini ndinodzingwa pamubhedha’ — ‘Mukadzi orarapo nezvikwambo’ Kingstone Mapupu — IYI ndiyo inonzi ...

Bhizinesi remabanana radzikira

Kingstone Mapupu — VARIMI vemabanana vekuHonde Valley kuNyanga, kuManicaland vanoti mitengo yechirimwa ichi ...

Ngozi yenyoka tugu mudare

— ‘Imi neni tichapedzerana’ Kingstone Mapupu — NGOZI yemurume aiva mushandi wepamusha weimwe mhuri igere ...

Kupupura nhema . . .

‘maporofita ari kutenga vanhu’ — ‘Vodzidziswa zvekuita kumasowe’ —‘Inyaya yekutsvaga mukurumbira’ Muchaneta ...

Kana dai chikanhuwa sei, . . .‘chitunha hachisvipwe’

Kingstone Mapupu PATSIKA dzechivanhu, chitunha chemunhu chinonzi hachisvipwe kana kuratidza kuchisema, kunyangwe ...

N’anga ‘yeBluetooth’ yakachenurwa

Muchaneta Chimuka — N’ANGA ine mukurumbira kuNorton yakazopotera kudare raMambo Chivero, kuMhondoro mushure ...

Makore 19 achizviitira weti

— ‘Kuchivanhu vachinanga vabereki vangu’ — ‘Apa dambudziko richingoda kuchipatara’ Muchaneta Chimuka — ...

Maporofita ‘obikwa’ kun’anga

Kingstone Mapupu — DZIMWE n’anga dzemunyika muno nedzekuZambia dzinoti maporofita ari kukurumbira kuburikidza ...

‘Ngirozi yangu inokuvadza’

Daphne Machiri — MUDZIMAI wekuHatcliffe, muHarare anoti ane ngirozi yenjuzu – kwete mweya – uye kana ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey