NHAU DZEMUNO

7 years ago | August 4, 2017

nyoka ine ‘chiso’ chemunhu

. . . zibuno, mazinzeve nemaziziso . . . ini ichindiita mukadzi pamadiro’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki ...

unfpa yobatsira vanhukadzi

Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA riri kubatsira madzimai nevanasikana nezvekushandisa panguva yekutevera uye ...

vozorwa tsvina yevanhu

Kingstone Mapupu — VANHU vanoroja paimwe imba iri kuStodart Hall, kuMbare, muHarare havazi kudya rinopisa — zuva ...

Vonamata vakabata mabhodhoro edoro

Daphne Machiri — MUPOROFITA wechechi yeChitenderano Apostolic Faith iri kuOld Tafara, muHarare ari kushandira ...

‘ndinodanana nababa’

‘. . . mimba iyi ndeyavo’  ‘. . . amai vanotozviziva’ Kingstone Mapupu — MURUME anobva kuBuhera asi achigara ...

Muporofita wako akafa achanhuhwa

naIgnatius Mabasa — MAFIRIMU ekuNaija kana kuti kuNigeria itai muchiona mashoma. Uye regai kungobatirira kana ...

Misande ngechiNdau

TINOZIYA teshe kuti goko rinorya anhu. Anhu anodarika ngepo pazambukoro. Sakei kuzoti tama uripo pazambukopo ngwena woye!

‘Pane wemhuri akaromba’

Munyori weKwayedza — VACHITAURA pamusoro penyaya yemukadzi anoti ari kuitwa mukadzi nenyoka ine musoro unenge ...

Muroyi akaita tsaona nerusero

Muchaneta Chimuka — YAKAVE batai-batai mubhuku raDambakurimwa, kuMuzarabani nguva pfupi yadarika apo mukadzi ...

Ndakaroyiwa neakafa

Mubvunzo: Sekuru, ndiri murume ane makore 43 uye ndakabira imwe hama yangu iyo yandinofunga kuti yakazondigadzirisa. ...

7 years ago | July 28, 2017

90 ‘days’ vachirara nezvitunha zviviri

. . . vasingageze nekudya sadza ‘. . . ndiko kuti vakafa vazomuka’ Kingstone Mapupu — ZVITUNHA zvevanhu vaviri — ...

zvidhoma zvopandukira ‘shefu’

Kingstone Mapupu — CHEMBERE yemubhuku raMasiyambiri, kwaSvosve mudunhu reMarondera, inoti yaoneswa ndondo nezvidhoma

Vanasikana vanokumura baba hembe, vovagezesa

Kingstone Mapupu — VANASIKANA vanoroja mumusha weSouthlea Park, muHarare, vane rudo rwunoshamisa — vanokumura baba ...

Gonzo haripinzwi mudura!

KUVAVERENGI, igaroziva kuti pane mazuva andinotsondorodza chirevo chokuti china manenji hachifambisi. Kune vamwe, ...

Mwoyo unobanhira tenzi kumadziro

naIgnatius Mabasa — INZWA misoro yenhau yakasimudza musoro kunge nyoka ine huturu: 1. Ndakamitisa vakadzi vevanhu: ...

‘Ngwarirai maporofita’

Munyori weKwayedza — SADUNHU Murombedzi, VaMark Murombedzi, vanoti nyaya yemitumbi miviri yakaworera mumba ichinzi ...

Kunzwisisa zvizere pamusoro pebhero

Danai Chirawu Chii chinonzi bhero (bail) — Mushure mekunge wamhan’arira munhu ane zvaanenge akutadzira kumapurisa, ...

‘Hongu takavharira zvitunha mumba’

Kingstone Mapupu — MAI Judith Maruza (68) vanove mudzimai wemuchakabvu – Muzozo Phiri (80 – ...

Akaponda mukadzi arambwa

Kingstone Mapupu — MURUME wemubhuku raMuchohonyi, kuNgezi mudunhu reMhondoro anonzi akaponda aimbove mudzimai wake ...

7 years ago | July 21, 2017

ndakamitisa vakadzi vevanhu: muporofita

‘. . . mumwe wacho kaviri’ Kingstone Mapupu — MUPOROFITA ane mukurumbira weJohane Masowe yeJerusarema yeMbiya uyo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey