NHAU DZEVARIMI

7 years ago | August 11, 2017

Kurima fodya kune pundutso

MUDZIMAI wangu paakauya pano, nzvimbo yedu rakange iri sango chairo. Takatumidza nzvimbo ino zita rekuti Matovanyika ...

Kurima mavise ePrime Seed Co

Silas Mutota — KUKAMBANI yePrime Seed Co tine mbesa dzezvirimwa zvakawanda kubva kune dzinonyatsoita muchando ...

7 years ago | August 4, 2017

Zvakanakira kurima muchando

Ivan Craig — KUBATA mwaka hakusi kurima nemvura yekunaya yekutanga bedzi asi kuti murimi anobata mwaka ndiye ...

Kuongorora tupukanana pafodya

Yvonne Mutava — TUPUKANANA twakasiyana – kusanganisira makonye netumwe tunozivikanwa nekuti cigarette ...

Seed Co yosimudzira Zunde raMambo

Simba Gotosa — NYAYA yekudya ndicho chimwe chezvinhu zvakaongororwa kuti hazvina zororo mukurarama kwevanhu ...

7 years ago | July 28, 2017

Inishuwarenzi yakakosha pakurima fodya

Buhle Nkomo — MVURA inonaya dzimwe nguva inenge iine chivhuramabwe nemupande wemheni uye zvose izvi ...

Seed Co yobatsira vanoshaya

Lizzy Mushoriwa naMalven Mugadzikwa — KAMBANI ine mukurumbira pakuuchika mbeu, yeSeed Co Zimbabwe, yakabatsira ...

Ita mari nedomasi rePrime Seed Co

Elizabeth Benjamin — KAMBANI yePrime Seed Co inotengesa mbeu dzakauchikwa dzemiriwo (vegetables) yakasiyana pamwe ...

7 years ago | July 21, 2017

Kurima fodya kune pundutso

Buhle Nkomo — “MURUME wangu akarasikirwa nebasa rake apo aishanda semubatsiri pane imwe kambani yakazovhara ...

Chibage chemuchando chinoyambutsa

. . . kunyanya kana iri ‘Fire Cracker’ ne’Casa Banana’ Philip Matombo — TINOKUKWAZISAI varimi muchirongwa chedu ...

‘Command Agriculture huchi’

Kingstone Mapupu — MUMIRIRI weBindura South mudare reNational Assembly, Cde Remigious Matangira, vorumbidza ...

7 years ago | July 14, 2017

Nhoroondo yemurimi mudiki

Buhle Nkomo — “NDAKATANGA kurima fodya ndiine makore 23 okuberekwa. Makore matatu andarima fodya ange azere ...

‘Ngwarirai Avian Influenza’

Munyori weKwayedza — SANGANO revarimi vanochengeta huku dzechivanhu reZimbabwe Free Range Poultry Association ...

Ita mari nemabutternut

Silas Mutota — KAMBANI yePrime Seed Co, iyo inotengesa mbeu dzemumabindu, inokurudzira varimi kuti vadyare mbeu ...

7 years ago | July 7, 2017

Mombe dzinopa murimi mari

Ivan Craig — NDINORANGARIRA mugore 2013 apo mutungamiri wenyika President Robert Mugabe vakakokwa semuyenzi ...

Kohwa pakuru nemadiridziro

Buhle Nkomo — “Ndinonzwa kufara nemichina yemadiridziro nekuti inoreva kuti unokwanisa kurima zvakawanda ...

Mamwe mabasa emuChirimo

Charles Munyoro — TASANGANAZVE munhau dzevarimi idzo dzakanangana nekuedza kuvandudza mabasa edu nechinangwa ...

7 years ago | June 30, 2017

Drip irrigation inorerutsa ndima

Buhle Nkomo — KETIE Chapata (43), uyo anove murimi wekumapurazi madiki neari pakati nepakati kuOdzi, kudunhu ...

NePrime Seed Co unopura mari

Silas Mutota — KAMBANI yePrime Seed Co, iyo inotengesa mbeu dzemumabindu, inokurudzira varimi kuti varime mbeu ...

Zvakakosha kuchengetedza goho

Muchaneta Chimuka — NYANZVI dzezvekurima dzinoti zvakakosha kuti varimi vachengetedze goho ravo sezvo vachikwanisa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey