Fembera Fembera Tione!

16 Oct, 2015 - 00:10 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu ane mukurumbira munyaya dzemadhirama ekushambadza zvigadzirwa achizivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti Bhutisi, uyo watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati zvakare munhu uyu inyanzvi pakunyora mitambo inosanganisira Two Villages Apart naMakomborero.

Mhinduro chaiyo ndeinoti ADMIRE ‘BHUTISI’ KUZHANGAIRA.

Nekuda kwekusafamba zvakanaka kwemashoko padzinhare uko kwakaitika pakutanga kwesvondo rino, kusvika pakadhindwa bepanhau panga pasina vanhu vakawanda sezvinomboitika vainge vatumira mhinduro dzavo. Dambudziko iri range risingakwanisike kugadziriswa nesu asi zvisinei, tine hurombo. — MUPEPETI.

Zvisinei, mhinduro iyi yakapinda panhare dzedu:

NdiAdmire Kuzhangira. — 0717 436 713

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey