Fembera Fembera Tione!

23 Oct, 2015 - 00:10 0 Views
Fembera Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu ane mukurumbira munyaya dzekuimba musambo wemusanganiswa nechikwata cheThe Black Identity Band uye aine Studio yekutsikisa mimhanzi ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey