TISHAMWARIDZANE

18 Dec, 2015 - 00:12 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu  nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

KO makadii vakuru vechirongwa? Ndiri murume ane makore 33 nemwana mumwe, ndinotsvagawo mudzimai wekuwanana naye ari HIV positive ane makore 30 kana 31. Ari positive sezvandiri anotenda kuna Mwari uye ane mwana mumwe kana vaviri ngaandibate pa0779 593 517.
******
Ndiri mukadzi ane makore 45 ndinotsvaga shamwarirume ine makore 50 zvichienda mberi anogezawo zvishoma. Anoda kunotorwa ropa anogona kundipawo zvandinoda ngaandibate pa0715 152 208.
******
Ndine makore 36 nemwana mumwe ndinotsvagawo mukadzi ane makore 26 kusvika 34 anonamata ZAFC. Nhare yangu 0784 113 513.
******
Ndiri mukomana ane makore 31 ndinodawo musikana wekushamwaridzana naye. Nhare yangu 0773 300 584.
******
Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa ndinotsvagawo shamwari (penpals) kunyanya vasikana vane makore 20 kusvika 30. Ndinobatika pa0776 885 854.
******
Ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 18 kana 21. Ndine makore 22, nhare yangu inoti 0779 173 338.
******
Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 30 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda mudzimai wekuroora ane makore 35 kusvika 45. Ari HIV negative anondibata pa0777 120 527.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 30 zvichidzika. Ndine mwana mumwe, anoshanda asiri murume wemunhu ngaandibate pa0783 240 438.
******
Makadii? Ndiri murume anoda mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ini ndinoshanda, anoda ngaandibate pa0718 344 840.
******
Ndiri kutsvagawo murume ane makore 30-35 ari HIV negative, ari pachokwadi uye achinamata. Ngaave ane vana vaviri kana vatatu, ini ndine vaviri. Anoshanda ngaandibate pa0773 270 016.
******
Ndiri murume ane makore 40 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ari HIV positive asingaratidzike kurwara. Vane makore 22 — 36 ndibatei pa0771 647 120.
******
Ndotsvagawo musikana kana mudzimai ane makore 18 – 30. Ndine makore 30, nhare yangu 0783 910 035.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi asi matsotsi handidi nekuti ini ndiri pachokwadi. Ndiri muHarare, anoda anondibata pa0774 960 147.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 23 okuberekwa ndodawo mukadzi ane zvinhu zvakewo. Anondibata pa0775 887 651.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1 ndinodawo mudzimai ane makore 33 zvichidzika ane mwana wake 1. Ndiri muzvinapurazi uye ndinoshanda muHurumende. Anondida ngaandibate pa0737 877 546.
******
Makadii? Ndine makore 29 ndotsvakawo murume ane makore ari pasi pe40 anoda zvemba. Anotya Mwari ndibatei pa0718 141 788 asi kwete varume vavanhu.
******
Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana 1 ndinodawo murume ane makore 27 – 35 ane mwana mumwe. Handishande asi ndodawo zvechikoro. Ndiri HIV negative uye ndiri muCatholic asi varume vevanhu kwete. Vanoda ndibatei pa0783 776 166.
******
Ndiri kutsvagawo murume anoda zvemba. Ndine makore 44, nhare yangu 0776 422 897.
******
Ndiri kutsvaka musikana wekuwana ane mari yake nekuti ini ndine mari yangu. Ndiri mukorokoza. Anoda nezvangu ngaandibate pa0771 245 670.
******
Ndiri murume ane makore 36 ndotsvagawo musikana ane makore 25 kusvika 33 kana ane kuti mukadzi mwana anoenda kuchechi. Ndogara kuBeitbridge, nhare yangu 0717 613 407.
******
Ndiri mukadzi ane makore 41 ndinotsvagawo murume ane makore 45 – 50. Ndakambonyorera asi hazvisati zvaita. Nhare yangu 0779 646 686.
******
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaka musikana ave kuda kuroorwa anoda zvekumusha ane makore 18-21. Ari pachokwadi andifarira ngaafone pa0777 740 102.
******
Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi. Anoda anondibata pa0774 960 147.
******
Ndinotsvagawo musikana wekuroora, zvizhinji tozotaura. Ngaave ane makore 18 kusvika 26 ari pachokwadi. Ndinobatika pa0779 365 487.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinoshanda semutyairi uye ndinodawo musikana ari pachokwadi. Mondibatawo pa0776 022 866.
******
Ini ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana mumwe. Ndiri kutsvagawo murume akavimbika ari pachokwadi ndapota. Nhare yangu 0774 303 693.
******
Ndiri mukadzi ane makore 31 ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 33-40 ane mwana 1 kana 2. Akasununguka kunoongororwa ropa ngaandibate pa0777 595 855.
******
Ndinotsvagawo murume asina chirwere, ini handina denda randinaro. Ndoda akagezeka ane makore 45 zvichikwira. Nhare yangu 0715 292 139.
******
Ndiri mukadzi ane makore 38 ndinodawo shamwarirume yekugara nayo. Ndiri HIV positive uye ndine vana vatatu. Ndinogara kumusha uko ndinoita basa remawoko. Ada nezvangu ngaandibate pa0778 080 054.
******
Ndiri mukomana anotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi asina utachiona hweHIV asiri pfambi. Ndinobatika pa0777 507 625.
******
Makadini VeKwayedza? Ndiri murume ane makore 38 ndinoda mudzimai akarongeka anonamata, anoda zvemba ane hutano. Nhare yangu 0773 759 175.
******
Ndinodawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 23 zvichidzika, asingarware uye anoonekera. Anozivawo Mwari chero ane mwana 1 ngaandibate pa 0772 567 691.
******
Ndiri murume ane makore 47, ndine mhuri uye ndinoda mudzimai ane mwana 1 aine makore 28 – 36. Anoda musha ari pachokwadi ngaandibate pa0717 931 816.
******
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana akazvipira kuwanikwa. Ari pachokwadi ngaandibate pa0717 191 041. Vanoda zvekutamba musafone henyu. Ndatenda hangu.
******
Ndiri musikana ane makore 22 nemwana 1 ndodawo mukomana kana murume anoda zvemba. Anoda nhare yangu 0777 385 509.
******
Ndiri mudzimai anoda zvemba kwete mafaro, ndine makore 36 ndinozvishandira. Ndine vana 3 uye ndinoda anofarira ini nevana vangu. Ndinobatika pa0776 454 783.
******
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvagawo musikana ane makore 25 kusvika 27 ane rudo. Nhare yangu 0778 494 072.
******
Ndiri murume ane makore 38 nevana vaviri, ndiri pamushonga uye ndotsvakawo mudzimai ane makore 32 zvichidzika akavimbika. Vanotamba musafone zvenyu, ndinobatika pa0713 995 742.
******
Ndiri murume ane makore 38, HIV positive uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 30 kusvika 38 ari positive seni kana ane mwana hazvina kuipa. Zvizhinji tozotaura sms pa0774 100 369.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 29 ndinoshanda uye ndinodawo musikana ane makore 20-23 wekuroora asina mwana kana kumboroorwa. Ndiri muHarare anoda ngaandibate pa0773 003 068.
******
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vaviri ndinotsvagawo murume akavimbika anoda zvemba ane makore 32-40. Nhare yangu 0773 774 511.
******
Ndiri murume ane makore 42 ndinodawo mukadzi wekuroora anofarira musha ane makore 30 zvichidzika. Ndogara kuGoromonzi, nhare yangu 0733 197 464.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 20 nemwana 1 ndinotsvagawo murume ane makore 25 – 30 anoshanda. Handidi anoputa fodya nekunwa doro. Nhare yangu 0712 269 576.
******
Makadini zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1, handishande uye ndinofarira kunamata. Ndiri kutsvagawo murume anoshanda ane makore 26-30 anotya Mwari uye asina mukadzi. Ngaave asinganwi doro kana kuputa fodya asina chirwere chemukondombera. Ari pachokwadi ngaandibate pa0779 534 154.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey