— Ziva —

01 May, 2015 - 00:05 0 Views

Kwayedza

Hwiza
Rimwe zita rehwiza inonzi mhashu. Hwiza dziri pakasiyana-siyana. Kune hwiza diki nehombe. Kune dzinofamba dzakawanda dzichidya zvirimwa kana kuparadza miti nesora repadzinosvika. Idzodzi dzinodya zvirimwa vanhu vanodzibata vachidzidyawo.

Mamwe mazita ehwiza:
– Sakuseka
– Mutsunyarunya/mutsunyatsunya
– Jarachara/bambomukota
– Dhumbudyamafuta
– Nzvati

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey