Blogs

7 years ago | January 27, 2017

Korera, chokwadi chave pachena!

ASI chii nhai? Ndufu dzinokonzerwa nezvirwere zvinobva mutsvina dzakauya tikaungudza, asi zvinoita kunge zvisina ...

Duramazwi

Chimombedzoka – Uku kuroorerana pakati pemhuri mbiri kuti ava vachiroora kwavamwe ivowo vachiroora kwavakaroorerwa.

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Zadzisa tsumo idzi: 1. China manenji hachifambisi chinomirira . . . acho kuti aonekwe ...

Stanley asara musoro bedzi

Munyaradzi Gunduza— SVONDO rino tinofambira mberi nekupedzisa mhenenguro yekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya. ...

7 years ago | January 20, 2017

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Vasikana vakakunda vakomana paA-Level

ZVAKANYORWA nevana pabvunzo dzeA-Level dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) gore rapera zvakabuda uye ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Pedzisa tsumo idzi:

A-LEVEL — mavanga orudo

Mavanga chii? Munyaradzi Gunduza— VANGA imbonje inosara mushure mekunge munhu akuvara. Mavanga mucherechedzo ...

DETEMBA TINZWE

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti ...

O-LEVEL

Matambudziko emukadzi 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Pedzisa tsumo idzi:

Ndinonzwa sendirere nemunhu

MUBVUNZO: Makadii veKwayedza? Ndine dambudziko rekunzwa sendakarara nemunhu husiku nemasikati pasina zororo, nyangwe ...

Iwe rongeka

Ticha Danga— CHIKAMU chapera ndaiedza kugadzira hwaro hwekuti chiShona chipihwe nguva yacho yakaringana kuitira ...

Reve, reve tindike!

Ndozvireva naMukwende Washe  MWEDZI waNdira wave pakati, vamwe vasati vanyatsonzwisisa kuti Goredzva ra2017 ratovepo ...

Duramazwi

Babamunembeva – Urwu rudzi rwebhachi rinodziya, rinopfekerwa mucheno. ziva MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ...

7 years ago | January 13, 2017

US$14m yechikafu chevana muzvikoro

NYIKA yeGerman yakapa mari inosvika US$14 miriyoni kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari iyo ichabatsira mukutenga ...

Vana vakadzokera kuchikoro

RAIVE besanwa muHarare neMuvhuro svondo rino apo vana vechikoro vekumabhondingi vaidzokera kuzvikoro uyewo vamwe ...

DETEMBA TINZWE

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti ...

Kupambwa kwaBeaula

MUCHIKAMU chino tichange tichiita mhenenguro yemabhuku enganonyorwa ari kudzidzwa padanho reA-Level kupepa reuvaranomwe. ...

Dingindira rezvirwere

Munyaridzi  Gunduza— 1. Peter Marimi anofarira kudetemba pamusoro pedingindira rezvirwere zviri kushungurudza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey