NHAU DZEMUNO

6 years ago | July 20, 2018

Akafa anwa Zed

MURUME wekwaMurewa anonzi akafa mushure mekudutira doro rekangopisa rerudzi rweZed.

Mufundisi akatorwa nenjuzu

MUFUNDISI wechechi yepositori yeSt Peters Apostolic, kwaMurehwa, anonzi akafa apo akanogezera padziva rinoyera iro ...

Mwana (10) akapondwa nevana vechikoro

‘Vaitamba chikudo’ Vadzingirwa mari CHIKWATA chevana 4 vepachikoro chepuraimari chiri kwaKasekete, kuMuzarabani, vari ...

St Angela yopakura dzidzo yepamusoro

CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chinoti vana vechikoro vanofanira kuva shasha ...

Zvikoro zvoda $9bn

Blessings Chidhakwa ange ari kuHURUNGWE— HURUMENDE inoda mari inosvika $9 bhiriyoni yekuvaka zvikoro zvitsva ...

Simudzirai mwanasikana: Mutsvangwa

GURUKOTA reHurumende rinomira dunhu reManicaland, Senator Monica Mutsvangwa, vanoti zvakakosha kuti mwanasikana awaniswe ...

Mwana akanwiswa mapiritsi anodhaka

MUKOMANA wekuChitungwiza ane makore 18 ekuberekwa akatongerwa kugara mujeri kwemakore mashanu nedare reko mushure ...

Okinditswa nemukadzi wemapoto

Lizzy Mushoriwa— MURUME wekudhonzera shamwarikadzi yake yemapoto kudare achiti iri kugara ichimurova nekumutuka ...

8 vakaba chitunha

. . . nacho kubhawa tande CHIKWATA chevanhu vasere vekuChitungwiza nekuBeatrice – avo vakaita mashura ekutora ...

Zviwanikwa zveZimbabwe –

Juliet Sharon Tom— MHUMHI Ndebele: Iganyana English: Wild dog

Mangwanani akave manheru nekuchema 2

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa MAMBO Rugare vakanga vasisina tariro yekuti nyika yavo ichazove nemwenje ...

Chirongwa chemateneti kuvashandi

Geraldine Tendai Kabaya— KUSHANDA basa rakati tsvetere kwakakosha sezvo kuchiita kuti upenyu hwevanhu hureruke, ...

‘Une mazuva 2 bedzi panyika’

Lizzy Mushoriwa— MUMWE mukadzi anoti ave kugara akabatira hana yake mumaoko zvichitevera kuudzwa kwaakaitwa ...

6 years ago | July 13, 2018

Bishop akabvisa baba sikarudzi

‘Inhema, vane godo neni’ BISHOP wechechi yeJekenisheni kuBuhera, kuManicaland, ari kupomerwa nehama dzake kuti akacheka ...

Muporofita chidhakwa akatsva zvekuita dota

. . . zvekusara aita dota MUPOROFITA wekuEpworth, muHarare — uyo anonzi anga ari shasha yekuridza mbira achinwa doro ...

Amai muri pfambi: vana

‘Dangwe makaita nechikomba’ MUDZIMAI wekuBindura anoti aoneswa nhamo nevana vake vekubereka avo vari kumupumha kuti ...

N’anga inorapa neropa revanhu

N’ANGA yekuMbungu, kuGokwe, iri kupomerwa nevagari veko kuti inorapa vanhu ichishandisa mishonga inenge yakasanganiswa ...

Migwagwa yogadzirwa kuBuhera

MUGWAGWA unobatanidza Murambinda, kuBuhera, neBirchenough – uyo une makore wakashata – wava kuzoiswa tara, rinova danho ...

Homelink yovaka dzimba dze$8 miriyoni

KAMBANI yeHomelink Private Limited — iyo iri pasi pebhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ) — yakaparura ...

Mwana ane sikarudzi mbiri

MWANA ane makore mana okuberekwa wekuMuzarabani, kuMashonaland Central, ane dambudziko rekubarwa aine nhengo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey