NHAU DZEMUNO

6 years ago | July 13, 2018

Muporofita chidhakwa akatsva zvekuita dota

. . . zvekusara aita dota MUPOROFITA wekuEpworth, muHarare — uyo anonzi anga ari shasha yekuridza mbira achinwa doro ...

Amai muri pfambi: vana

‘Dangwe makaita nechikomba’ MUDZIMAI wekuBindura anoti aoneswa nhamo nevana vake vekubereka avo vari kumupumha kuti ...

N’anga inorapa neropa revanhu

N’ANGA yekuMbungu, kuGokwe, iri kupomerwa nevagari veko kuti inorapa vanhu ichishandisa mishonga inenge yakasanganiswa ...

Migwagwa yogadzirwa kuBuhera

MUGWAGWA unobatanidza Murambinda, kuBuhera, neBirchenough – uyo une makore wakashata – wava kuzoiswa tara, rinova danho ...

Homelink yovaka dzimba dze$8 miriyoni

KAMBANI yeHomelink Private Limited — iyo iri pasi pebhanga guru renyika reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ) — yakaparura ...

Mwana ane sikarudzi mbiri

MWANA ane makore mana okuberekwa wekuMuzarabani, kuMashonaland Central, ane dambudziko rekubarwa aine nhengo ...

Vadzidzi zvibatei: ED

MUTUNGAMIRI wenyika President Mnangagwa vanoti Hurumende inoshushikana nekushaya hunhu uye kusazvibata kuri kuitwa ...

Vana vanongopunzika, votadza kutaura

MHURI igere mubhuku raChirombo kwaChinhamora, kuDomboshava, ine dambudziko revana vanongodonha, vozoita mazuva ...

Zviwanikwa zveZimbabwe

Juliet Sharon Tom— TWIZA/FURIRAMUDENGA Ndebele: Intundla/Idlulamithi English: Giraffe ICHIZIVIKANWA nemutsipa ...

Ambuya vanotuka mukuwasha zvinyadzi

Lizzy Mushoriwa— MUKUWASHA akakwekweretsa ambuya vake kuenda navo kudare achiti vari kumushungurudza ...

6 years ago | July 6, 2018

Mukuwasha wekuroora neZim$ otorerwa imba

MUKUWASHA wekutadza kubhadhara roora mukadzi wake ari mupenyu ava kuzvidemba zvichitevera kutorwa kwava kuitwa imba yake ...

Jasi renhaka rodya vanhu

. . . 20 vakatofa, vamwe vorwara Abel Zhakata ari kwaMUTARE— MHURI yekwaZimunya, kwaMutare, yashaya zano rekuita ...

Mambo odzidzisa vana tsika nemagariro

MAMBO Njelele vekuGokwe nemudzimai wavo vari kurwisa nyaya dzekuroodzwa kwevanasikana vari pasi pezera uyewo nekuti ...

Guva remwana rakavhurwa nemapositori

. . . sabhuku akapihwa $2 MUKADZI anopinda chechi yeJohane Masowe weChishanu uyo anga akaroorwa mubhuku raChitate, ...

Tezvara nemuroora voripira makunakuna

TEZVARA mupositori nemuroora wavo vekuwanikidzwa vachishinha muimba yebasa pakiriniki yeChiriseri, kwaJingo, kwaMambo ...

Zviwanikwa zvezimbabwe –

Juliet Sharon Tom— DINDINGWE Ihlosi/Cheetah DINDINGWE imhuka yakasikirwa kumhanya — ndiyo inomhanya kudarika mhuka ...

Prof Mwenje vatora mumwezve mubairo

Cletus Mushanawani— VICE-CHANCELLOR veBindura University of Science Education, Professor Eddie Mwenje, nguva pfupi ...

Migwagwa nemazambuko zvaparara kudunhu raMambo Chireya

MABASA ebudiriro mudunhu rekwaMambo Chireya, kuGokwe, anonzi ave kudzokera kumashure zvichitevera kuipa kwemigwagwa yeko ...

Zvinoreva huwandu hwevanokwikwidza

KWASARA mazuva makumi maviri nemana kuti vanhu vaende kusarudzo dzomusi wa30 July kunosarudza mutungamiri wenyika, ...

Kutendererwa nenhunzi hakusi kuora

IMBWA HAIHUKURE SADZA DAI hasha dzaiverengwawo pachaverengwa mavhoti esarudzo yegore rino, Cde Kutuka vaihwinha sarudzo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey