Tafadzwa Mutsotso— MURUME wekuRuwa, uyo akakwidzwa kudare redzimhosva nemudzimai wake achiti ari kumushungurudza, ...
Trymore Muvhawa—- SAMUSHA vekuroora mudzimai wechipiri vahosi vasingazvizive vanoti vakaigochera pahutsi apo ...
Tafadzwa Mutsotso— VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati ashaiswa rugare nemwanakomana wake ...
Trymore Muvhawa— BOTSO rekurwira murume pakati pavahosi nanyachide rakazoguma rasvika kudare redzimhosva apo ...
NYANZVI inoona nezvemashandiro epfungwa, Dr Fungisai Mazhandu, avo vanova psychiatry registrar kubazi rezveutano ...
. . . nenhiyo dziri mbishi . . . zvose nematumbu IMBOFUNGA izvi. Mwana wako ane makore masere okuberekwa anopota ...
YAKAVE batai batai pakomboni iri panzvimbo inotengeswa nyama, yeKoala, mumugwagwa unobatanidza Harare neChitungwiza ...
MUKADZI wekwaSeke wekubatwa nemhosva nedare rekuChitungwiza Magistrates Court yekuponda kamwana kakomana kaiva nemakore ...
Tafadzwa Mutsotso— YAKAVE batai batai pakati peguta reHarare apo mahwindi emushika-shika airwira $10 yakange ...
MUDZIMAI wekuCaledonia, pedyo neTafara, muHarare, ari kudemba zuva raakatorerwa chipfeko chake chemukati icho chaanoti ...
MUDZIMAI wekuChitungwiza anoti ari kushushikana zvikuru mukurarama kwake mushure mekunge abatwa chibharo nemumwe ...
MUMWE murume akafumira kunovhima. Akati afamba, ave kuseri kwemakomo kwaive nenzizi dzine mvura yakachena kunge misodzi, ...
Trymore Muvhawa— MUDZIMAI wekuti ari kuoneswa ndondo nemuvakidzani wake, uyo waanoti anogara achimurova, ...
‘Ndimi munonyengera murume wangu pfambi’ Trymore Muvhawa MUROORA akamuka chibhebhenenga ndokupwanya mahwindo epamba ...
VAMWE vave kutofunga kuti gore ra2017 harina kutanga zvakanaka pamusana pokuti nyaya yezvirwere zvinokonzerwa noutsvina, ...
VAGARI vekumaruwa akasiyana munyika vari kuchema-chema pamusoro pavanatsikamutanda avo vari kufamba kumatunhu ...
VANHU vanotengesera zvinhu zvinosanganisira zvekudya mumigwagwa muguta reHarare vanoti vakazvipira kuita “hondo” ...
TSVAKIRIDZO yakaitwa neKwayedza padandemutande (Internet) inoratidza kuti nyanzvi dzezvemararamiro erwaivhi dzinoti ...
Tafadzwa Mutsotso— MUPURISA wechikadzi anoshandira pakamba yekuBeatrice anoti akagurwa kunorira neshamwari yake ...
SEKURU Bonface Katerere vekuUzumba vanoti mwana ari kudya marwaivhi nehukwana dzehuku mbishi – zvose nematumbu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey