NHAU DZEMUNO

7 years ago | January 6, 2017

Nhamo yekuripiswa ngozi

MUKADZI wechidiki wekwaChikwaka, kuGoromonzi, anoti akaripiswa ngozi yainge yanetsa mumhuri apo aive nemakore 11 ...

Ndakasotwa: Tsotsi guru

‘. . . ndava bofu, ndakazoroyiwa’ MURUME anoshanda sahwindi muHarare uye ari mbavha – gororo remakoko – ari kureurura ...

Anorohwa mazimbama nezvinhu

MUKADZI wekuEpworth, muHarare, anoti aoneswa pfumvu nezvinhu zvinenge vanhu izvo zvaanoona iye bedzi zvichiuya kwaari ...

Anopenga musi we’birthday’ rake

MUKOMANA wekuNew Tafara, muHarare, anoti ane dambaudziko rekupenga – kurasika njere – pazuva rebhavhadhe rake gore negore.

Bumburumukushu zamu rehuku

naIgntius  Mabasa— MAKOROKOTO eGoredzva! Ndinoda kuvimba kuti wakapinda uchiona musiwo wekupinda nawo, kwete kuita ...

Herentals musha wekuvaka, kuvandudza hunhu

HURONGWA hwedu hunoenderana nezvinodiwa nevanhu vose. Herentals Group of Colleges and Schools iripo pakuzadzisa zvido ...

‘Iriko mishonga yekugurisa mbavha’

SEKURU Bonface Katerera vekuUzumba vanoti Gambe anokwaniswa kubatsirwa nekuroyonorwa nevanhu vakamuroya chete.

Vanhukadzi vanoda mukana: Ndlovu

BAZI rinoona nezvekushanyirwa kwenyika rinoti riri kutora matanho anoita kuti vanhukadzi vakwanise kupinda mubhizimusi ...

‘Ndisiire murume, iwe wachembera’

Trymore Muvhawa— NYAYA yekurwira murume pabarika yakaita kuti madzimai maviri ekuEpworth asvitsane kumatare ...

Mwana uri kudei apa?

BVUNZA KWAYEDZA NASEKURU MUTANGA MUBVUNZO: Makasimba here sekuru? Ndiri murume ane makore 60 okuberekwa, ndakaroora uye ...

‘Imhosva tezvara kushaura muroora’

MUKURU wemadzishe munyika, Mambo Fortune Charumbira, vanoti tsika yekuti tezvara ndivo vanotanga kushinha nemuroora ...

‘Mudzimai wangu chipfambi’

Trymore Muvhawa— MURUME wekumhan’arirwa kumatare edzimhosva nemudzimai wake achida gwaro rerunyararo ...

Akaramba mwana mudare

Trymore Muvhawa— MURUME wekuEpworth wekuendeswa kudare remendenenzi neaimbova mudzimai wake akatyora vanhu mbabvu ...

Zvikwereti zvevadzidzi zvadzoka

HURUMENDE inoti kutanga gore ra2017 iri kudzosa chirongwa chekubatsira vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vanobva ...

‘Mukadzi wangu igororo’

Trymore Muvhawa— MUMWE murume ochema-chema kuti ari kuoneswa pfumvu neaimbove mukadzi wake uyo waanoti anomubira ...

Vasungwa vakapihwa mbatya

Tafadzwa Mutsotso— VASUNGWA vechirume kujeri reGuruve Prison, kuMashonaland Central, vakabatsirwa nembatya, shangu ...

Akaramba mwana mudare

Trymore Muvhawa— MURUME wekuEpworth wekuendeswa kudare remendenenzi neaimbova mudzimai wake akatyora vanhu mbabvu ...

7 years ago | December 29, 2016

Ndaita mari: Pfambi

‘Ndine hari izere  mbeu yevarume’ MUKADZI shoroma anogara mumusha weBorrowdale, muHarare, ari kuita kuganza chaiko ...

Mimba kwemwedzi 9 . . .

 ‘Handi kekutanga kuzviita’ MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mukadzi wechidiki wekwaZiki, kuBikita, anoti aita pamuviri ...

‘Mari yejuju yandipandukira’

MUZVINABHIZIMISI wemubhuku raGufu, kwaMutoko, anoti ari kuoneswa ndondo nemasaramusi ari kuitika pamusha pake nekuda ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey