Fembera Fembera Tione!

25 Sep, 2015 - 03:09 0 Views
Fembera  Fembera Tione!

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo ane mukurumbira mukutsigira nhabvu, zvikuru chikwata chenyika chemaWarriors, ari zvakare muimbi wechikwata cheVabvuwi St Steven Choir necheMasimba Edenga, ndiani. Anozivikanwawo semurongi kusangano reFriends of Manyuchi Boxing.

Musadarikwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey