TISHAMWARIDZANE

25 Sep, 2015 - 03:09 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANEKUNE vose vanga vachifona pa0779 462 950 ne0733 038 312 chiregai henyu ndakamuwana wangu wandinodisisa.

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.
*****

Ndinotenda veKwayedza ndakazomuwana wandaida saka kune vachiri kufona pa0718 034 599 chiregerai zvenyu.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1 uye ndinotsvagawo murume ane makore 27 – 30. Andida ndibate pa0715 848 809.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 40 nevana 2, HIV positive uye ndodawo murume ane makore 43 – 55 ari pachokwadi. Mazirudo ari tii, anoda ndibate pa0771 333 217.
*****
Ndiri murume ane makore 56 ndinoda mukadzi ane makore 38 – 58 anoda zvekunotorwa ropa. Munondibata pa0783 324 865.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotenda uye ndinofarira chirongwa cheTishamwaridzane. Ini ndiri mukadzi ane makore 34 nemwana mumwe, ndinotsvakawo murume wekufambidzana naye ane makore 36-45. Ndiri HIV positive, anoda ngaandibate pa0717 713 330.
*****
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 19 ndinotsvagawo musikana akanaka asina chirwere ane makore 18. Anondida anondibata pa0776 619 143.
*****
Ndine makore 37, ndinotsvakawo mudzimai akazvipira kuroorwa ane makore 30-36. Ndine vana vatatu, handina chirwere uye ndinoshanda. Anoda ngaafone pa0779 098 109.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 21 – 25. Ini ndine makore 33, ndinoda akazvipira kunotorwa ropa, mutsvuku uye anogeza nekut ini ndiri shamwari yemvura. Andida ngaandibate pa0777 181 923.
*****
Ndiri murume ane makore 27 ekuzvarwa, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo musikana ari positive seni ane makore 27 zvichidzika. Ndiri muHarare, ndobatika pa0777 707 387 chero nguva.
*****
Ndiri murume ane makore 32 ndotsvaga mukadzi ane makore 32 zvichidzika, kunyanya vekuKadoma. Nhare yangu 0777 497 915.
*****
Ndiri murume ane makore 33 nemwana mumwe ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusvika 31 kana ane mwana 1. Ngaandibate pa0776 193 153.
*****
Ndiri murume ane makore 39 nevana vaviri ndinodawo mukadzi ane makore 27 – 31 ane rudo nevana vasiri vake. Ari HIV negative ngaafone pa0772 609 183.
*****
Ndiri murume ane makore 31 nemwana 1, ndiri kutsvagawo mukadzi ari pachokwadi wekuroora ane makore 23 kusvika 30 ari pachokwadi nemba. Ane mwana 1 kana asina ngaandibate pa0776 461 088.
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana anoda zvekuroorwa ari pachokwadi aine makore 18 ari negative. Ndinobatika pa0782 395 273.
*****
Ndinotenda zvikuru, ndakawana wekushamwaridzana naye saka vamwe chiregai kufona pa0774 221 678.
*****
Ndinotsvagawo mudzimai ane rudo anoda zvemusha akanaka ari pamushonga asingaratidze kurwara ane makore 28 kusvika 33. Ndinobatika pa0779 897 742.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 40, ndinotsvagawo murume ane makore 44 kusvika 60. Ndiri HIV positive saka ndodawo ari pamushonga seni asi asingaratidze kurwara. Ngaave ane rudo anotya Mwari.Ini ndinoita mabasa emawoko. Ari pachokwadi andifarira ngaandibate pa0782 473 555.
*****
Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 akanaka, akavimbika uye ari pachokwadi. Ndiri mukomana ane makore 22. Andifarira ngaafone pa0776 900 753.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 43 nevana vaviri, ndinodawo murume ane makore 46 kusvika 55 anoda zvemba asi asina mukadzi. Nhare yangu 0779 899 899.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaka mukadzi akavimbika anoda kuroorwa chero ane vana asi asina utachiona hweHIV. Nhare yangu 0778 635 656.
*****
Ndiri murume ane makore 43 ndinotsvaga mukadzi ari pachokwadi wekugara naye ane makore 30. Nhare yangu 0778 703 280.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 26 akavimbika. Ndinobatika pa0779 765 254.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana ave kuda zvemba ane makore 18 – 26. Anoda anotaura neni pa0738 093 082. Ndine makore 30 uye ndinogara kuChitungwiza.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndotsvagawo mukadzi ane makore 25 kusvika 40. Nhare yangu 0772 503 000.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa uye ndinotsvagawo shamwarisikana iri pachokwadi. Ndinobatika pa0775 985 533.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 18 ndodawo mukomana ave kuda kuroora ari pachokwadi. Vedambe kwete, vamwe ndibatei pa0733 194 109.
*****
Ini ndiri mukadzi ane makore 32 ekuberekwa ndinotsvagawo murume ane makore 45 zvichidzika. Ndibatsireiwo ndapota zvangu, nhare yangu 0783 724 319.
*****
VeKwayedza makadiiko? Ini ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 29 chero mukadzi ane mwana 1 anoda zvekumusha. Ndobatika pa0715 137 898.
*****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana kana mudzimai wekufambidzana naye anoziva rudo achigara kwaMutare. Andida ngaandibate pa0716 580 747.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvaga musikana ane makore 19 -20. Runhare rwangu 0734 136 841.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi. Nhamba yangu 0716 336 947 asi vakadzi vevanhu handidi.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane Makore 22 uye ndinotsvagawo shamwari yechisikana. Anoda anondibata pa0739 017 312.
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndotsvagawo musikana ane rudo ava kuda zvemba. Anonamata, ari HIV negative ndibatei pa0776 215 167.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 25 nevana vatatu ndinonamata uye ndiri HIV negative. Ndinotsvakawo murume ari pachokwadi anoda kuti tigochengetana. Ngaave anonamata ane makore 30-38, akazvipira kunotorwa ropa. Vane vakadzi vavo nevanoda zvekutamba musandipedzera nguva. Nhare yangu 0778 106 159.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23, ndakarongeka uye ndotsvagawo musikana wekuroora ari pasi pemakore 21. Anoda anofona pa0778 961 908.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinodawo mukadzi wekuroora ane makore 25 zvichidzika kana ane mwana mumwe. Anoda ngaafone kana kuita call back pa0717 019 202.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 45, HIV positive uye ndinotsvaga murume wekuchengetana naye akaita seni. Ndine mwana 1 asi varume vevanhu kwete. Anoshanda nhamba yangu 0715 216 210.
*****
Makadii? Ini ndinonzi Desire, ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvakawo musikana kana mudzimai wekuroora ane makore 24 kusvika 26. Anondida ngaandibate pa0778 074 919.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 39, HIV positive uye ndiri kudawo murume ane makore 42 kusvika 45. Anenge andifarira ngaandibate pa0783 336 397. Handishandi zvangu asi ndinoita zvokurima.
*****
Ndiri mukomana ane makore 35. Handisati ndaroora, ndinodawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 22 kusvika 26. Ngaave asingarware anogara kuChegutu, Zvimba kana Chinhoyi. Anonamata anondibata pa0776 296 492.
*****
Kwaziwai veKwayedza. Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndotsvagawo musikana anoda kuroorwa uye anotya Mwari. Ndinobatika pa0778 417 326.
*****
Ndiri kudawo mukadzi ane shungu yemba kwete zvekutamba ane makore 20 kusvika 26. Vanoda fonai pa0772 233 783.
*****
Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa ndinotsvakawo mukadzi ane mwana mumwe chete anoda zvemba uye anotya mwari. Ndine vana vaviri, anoda ngaandibate pa0771 457 824.
*****
Ini ndiri murume ane makore 35 ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba kwete zvekutamba. Handina mwana uye ngaave anoda kuongororwa ropa. Ndibatei pa0718 032 764.
*****
Makaita basa veKwayedza? Ndakamuwana wangu wandinoda saka vose vaifona pa0779 462 950 chiregai henyu.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey