Tishamwaridzane

23 Oct, 2015 - 00:10 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI. 

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDIRI mukomana ane makore 32 ndinodawo mukadzi anoda zvemba ane makore 21 kusvika 29. Ndinoda ane mwana kana asina. Nhare yangu 0776 485 772.
*******
Makadii henyu? Ndiri mudzimai ane makore 32 nemwana 1, ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Ndiri HIV positive asi hazvioneke. Nhare yangu 0778 571 945.
*******
Ndinokutendai veKwayedza, vose vanga vachifona pa0717 713 330 chiregai nekuti zvangu zvakaita.
*******
Ndiri murume ane makore 35 nevana 2, HIV negative uye ndinodawo mukadzi ane makore 25 – 29 ari pachokwadi. Vanoda ndibatei pa0775 630 928.
*******
Makadii veKwayedza? Ndinotenda nebasa ramunoita ini ndakasangana nemunhu akanditambisira nguva yangu kwemakore maviri nechidimbu saka ndodawo murume ane makore 46. Andifarira ngaandibate pa0716 158 380.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 43 nevana 3, ndinotsvaga murume ane rudo uye ari pamushonga. Ane makore 50 zvichikwira ngaandibate pa0778 588 167.
*******
Ndiri murume ane makore 35 nevana 2, HIV negative uye ndinodawo mukadzi ane makore 25 – 29 ari pachokwadi. Nhare yangu 0775 630 928.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana vana 2. Ndoda murume ane makore 37 kusvika 45 ari pachokwadi. Vanoda zvekutamba kwete, anoenda kubasa ngaandibate pa0773 995 706.
*******
Makadii veKwayedza? Ndinotsvakawo murume ane makore 40 kusvika 50 ari HIV negative. Anoshanda ngaandibate pa0777 323 056.
*******
Makadini? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana anoda kuwanikwa ari pachokwadi. Ngaave ane makore 18 – 24 chero mukadzi ane mwana mumwe. Ngaandibate pa0775 694 649.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 29 ekuberekwa nemwana mwana 1. Ndotsvagawo murume ane makore 36 kana akamboroora. Ndinobatika pa0775 945 939.
*******
Ndiri murume ane makore 27 ndinotsvaka mudzimai ane makore 25 zvichikwira. Ndiri Rastaman asi handipute. Ndinodawo mudzimai akashambidzika, anoda ngaandibate pa0772 668 349.
*******
Ndiri mukomana ane makore 22 ndinoshanda kuArex uye ndiri HIV negative. Ndinodawo musikana anoda kuroorwa ari pachokwadi. Anoda ngaandibate pa0771 760 488.
*******
Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvagawo musikana wekuvaka naye musha ari pachokwadi uye anoenda kuchechi. Ngaave ane makore 18 kusvika 28 ari mugari wemuHarare. Ndinobatika pa0739 691 641.
*******
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ari HIV positive nevana 2. Murume anondida ngaandibate pa0777 584 259 asi ndinoda vari pachokwadi chete.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 33 nemwana 1, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anotya Mwari asi vanoda zvekutamba kwete. Vanoda kutaura neni ndibatei pa0771 416 906.
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 35 uye ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore ari pakati pe39 ne50. Nhare yangu 0783 604 337.
*******
Ndine makore 27, ndinotsvaka mukadzi ane mwana 1 wekuroora, ane makore 18 kusvika 24. Ndinobatika pa0716 823 663. *******
Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 25 ari HIV negative. Vanoda fonai pa0734 610 539.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 34, HIV positive nevana 3 uye ndinotsvagawo murume ari pamushonga seni anoshanda ane makore 38 – 40 anonamata. Anenge andifarira ngaandibate pa0774 868 819.
*******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 18 kusvika 22 ane tsika nehunhu nerudo ari mutsvuku uye ari mutema akanaka kana kuti mushava. Ngaave akasimba zviri pakati nepakati anonamata, ini ndinoenda kumasowe ndinozvishandira basa remawoko. Ndinoda ari HIV negative asi kwete kwete anoda kundikudya mari yangu. Nhare yangu iyi 0776 069 831.
*******
Makasimba here? Ndiri mukadzi ane makore 37 ndinodawo murume wekugara naye ane makore anotangira 47 kusvika 60 asina chirwere. Nhare yangu 0774 193 667.
*******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 38 ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwira ari kuda zvekuroora ari pachokwadi uye asina chirwere. Ndiri HIV negative nevana 3, ndinoda anoshanda nekuti ini ndinoshandawo. Anondida ngaandibate pa0775 781 869.
*******
Ini ndiri murume ane makore 35 ndinodawo mukadzi ane makore 25 zvichidzika ane mwana mumwe seni uye anorarama ari HIV positive. Ngaave anotya Mwari, ndakambonyorera asi shambadzo yangu haina kubuditswa. Ndinoenda kumasowe, vanoda ndibatei pa0773 314 837.
*******
Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika anoshanda kana asingashande. Nhare yangu 0773 034 640.
*******
Makaita basa veKwayedza, ndakamuwana wangu anondida saka vachiri kufona pa0715 495 507 ne0779 420 308 chiregai henyu.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana 2 ndinotsvagawo murume anoda kuroora ari HIV negative. Anondida ngaandibatewo pa0782 817 918.
*******
Ndiri musikana ane makore 26 ndava kuda zvemba saka ndoda murume ari HIV negative anondipa rudo rwakakwana, asiti aroora. Ndinobatika pa0778 537 075 asi fonai kuma 4 ndapedza basa.
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27, ndinoshanda muHarare uye ndinotsvakawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi. Andifarira ndibatei pa0733 299 530.
*******
Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana 1, HIV negative uye ndodawo murume anoda zvemba ane makore 35 kusvika 40. Vanoda fonai pa0715 106 332 asi iva une chaunoitawo muhupenyu.
*******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 22 ndinodawo mukomana ari kuda kuroora ane makore 25 kusvika 30. Ndibate pa0783 669 421.
*******
Ndiri kutsvagawo murume ane rudo, anoshanda ari HIV positive seni. Ndine makore 30 uye ndinoda ane makore 32-46. Ndine vana 2, andifarira ngaandibate pa0771 416 918.
*******
Ndiri murume ane makore 49 nevana vatatu uye ndoda mudzimai anove ticha, mupurisa kana musoja. Ini ndinoshanda muHurumende. Ndiri HIV positive, vanoda ndibatei pa0779 171 975.
*******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22. Ndinoshanda muHurumende. Nhare yangu 0783 509 802 asi vanoda zvekutamba musafone.
*******
Makadini veKwayedza? Ndaneta nematsotsi, ndiri kutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 22 anoda zvemusha. Ndiri mukomana ane makore 23, nhare yangu 0777 141 412.
*******
Makadii veKwayedza? Makaita henyu ndakawana wandaida saka vose vachiri kufona pa0779 106 194 chiregerai henyu.
*******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 29 nemwana 1 uye ndinotsvaga mudzimai ane makore 25 – 29. Andida ndibate pa0777 271 592.
*******
Ndinotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 18 – 23. Ndinonzi Bee, ndiri kuMagunje uye ndinobatika pa0778 086 047.
*******
Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1, ndinodawo murume ane makore 30 zvichidzika ane mwana 1 uye asina chirwere. Vanoda zvekutamba kwete musafona henyu. Ndinobatika pa0735 691 997.
*******
Ndinodawo musikana ane makore 18 – 20 ari pachokwadi. Ndinoshandira muZimbabwe pamwe nekunze kwenyika. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0737 853 155.
*******
Makadii veKwayedza? Ndapota veduwe ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 19 – 23 ari pachokwadi. Anorevesa aine rudo rwaMwari ngaandibate pa0782 885 600.
*******
Ndiri murume ane makore 40 nemwana 1. Ndiri HIV positive asi handisati ndave pamushonga. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 38 zvichidzika ane mwana 1 kana 2. Ndinogara muHarare, andifarira ngaandibate pa0736 814 798.
*******
Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 -19 ari pachokwadi. Nhare yangu 0775 010 673.***

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey