Bhora mutambo

08 Mar, 2019 - 00:03 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI,  tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weZNA Charity Shield uripo pakati peHighlanders neChicken Inn nemusi weMugovera kuBabourfields, kuBulawayo uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peTottenham Hotspur neArsenal nemusi weMugovera wadarika kuWembley Stadium.

Mutambo uyu wakapera ari mangange 1 – 1.

Admire Ponjoli paByo – Tottenham 3 Arsenal 1.

From Molson Simudze – Tottenham 2 Asernal 1.

0778 579 916 – Hotspur 2 Arsenal 1.

Jofiri Wembili paGweru – Tottenham win.

0776 740 157 – Arsenal 3 Tototo 1.

Oscar Samusi paChitungwiza – Tottenham 1 Arsenal 0.

Nigel Musokeri – Tottenham 3 Arsenal 1.

Phil M – Tottenham 1 Arsenal 3.

Wtn88 – Hotspur 2 Gunners 2.

Boss Ala, Karoi – Tottenham Hotspur 3 Arsenal 1.

Ndini Sylvester Nyamhandu, Stoneridge Park, Harare – Pamutambo uchatambwa pakati pechikwata cheTottenham Hotspur neArsenal zvichadai Arsenal 3 Tottenham 2.

Nyashadzamwari Kawere, Mutoko – Tottenham Hotspur 2 Arsenal 1.

0772 695 118 – Tottenham win.

Buju Chitamba Farm paGan’a – Toto 1 Arsenal 0.

Trust Mudzamiri, Domboshava, 0773 802 025 – Arsenal 2 Tottenham 1.

0773 056 401 – Tottenham 1 Arsenal 3.

 

Share This:

Sponsored Links