Blogs

7 years ago | August 25, 2017

Kupindura nhetembo

Munyaradzi Gunduza — MAPINDURIRWO anoitwa mibvunzo yenhetembo: Tara mazwi makuru ari mumubvunzo kuti usarasike ...

Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza — 13. Ndezvipi zviitiko zvishanu zvaungati ndizvo zvinoita kuti rungano rwuri muna Museve ...

Rwendo rwuno tarwadziwa!

MAGAMBA akarwa nenzira dzakasiyana-siyana muhondo yokusunungura nyika ari kutorwa rumwe-rumwe.

Kuisa mazwi muuzhinji

Ticha Danga — MUTAURO wedu wakapfuma chose uye unodadisa kana tichitevedzera mataurirwo awo akanaka. ...

7 years ago | August 18, 2017

‘Tinoramba tichipa chikafu muzvikoro’

GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari Dr Lazarus Dokora vanoti chirongwa chekupa vana zvekudya muzvikoro chicharamba ...

College Press yotsigira ‘New Curriculum’

Malven Mugadzikwa — KAMBANI ine mukurumbira mukudhinda mabhuku yeCollege Press Publishers inoti iri kufambirana ...

Madimikira ngechiNdau

NDAUWE ndauwe! Ngatidhibanehe pabadla nyamashi teirekete zviro zvedu. Ngatibongehe Marure watihine mukana uno ...

Zvinoreva mazita

Munyaradzi Gunduza — 11. Sarudza vatambi vashanu vari muna Museve Usingapotse ugotsanangura kuti mazita avo ...

Zvekutarisa panhetembo

Munyaradzi Gunduza — DZINONYANDURA Svinga Renduri muunganidzwa wenhetembo dzemazuva ano dzine madingindira ...

7 years ago | August 11, 2017

‘Dzidzo nemitambo zvinofambirana’

Abel Ndooka — MUKURU wezvedzidzo kudunhu reMashonaland Central, VaLloyd Tapuwa Mudiwa, vanoti mitambo inokosha ...

Misande ngechiNdau

NGATICHIREKETA ngemusande wedu wekugumisira nyamashi. Yaashwe njonjo mbuya yanyimwe doro. Zvidhakwa zvinochiziya kuti ...

Mibvunzo inogona kukubatsira

Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinopedzisa nekukupai zvinoreva mazita emamwe magamba nemibvunzo inogona ...

Tinotsigira dzidzo: nash Paints

Gamuchirai Muzanenhamu naMalven Mugadzikwa KAMBANI inogadzira nekutengesa pendi yeNASH Paints inoti yakazvipira ...

Bhuku idzva reGrade 7

BHUKU idzva richangoburwa reVentures Agriculture Revision Grade 7 rakanyorwa naG. Mujajati naT.G. Kombora rikatsikiswa ...

ZRP Tomlinson yakatenga bhazi

Muchaneta Chimuka — CHIKORO cheZRP Tomlinson Depot Primary School chiri muHarare svondo rino chakapihwa chipo ...

Maitiro aPondai

Munyaradzi Gunduza — 9. NDEAPI matanho mashanu anotorwa naPondai pakupamba umambo hwaMambo Chakaingesu muna Museve ...

Zvidimbu zvezuva

 Ticha Danga — APO Nyadenga vakasika denga nenyika vakabva vatigonera nekutipa mucherechedzo wenguva kuti tigoziva ...

7 years ago | August 4, 2017

Chemhondoro High yotsvunha

Kingstone Mapupu — CHIKORO cheChemhondoro High School, icho chiri kwaMurehwa, chodadisa nekuva nevana vanotsvunha ...

‘Vanobhinya firai mumajeri’

Kingstone Mapupu — MUKURU wevanasikana pachikoro cheChemhondoro High School, icho chiri kwaMangwende, kwaMurewa — ...

Mabasa emidzimu

Munyaradzi Gunduza — 7. TSANANGURA zviitiko zvisere zviri muna Museve Usingapotse zvinoratidza kukosheswa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey