Blogs

7 years ago | September 29, 2017

Manyorero akanaka

Ticha Danga — IYE zvino chiringazuva chedu chatsvuka chava kukwata. Izvi zvinodudza zvirokwazvo kuti nguva dziya ...

Speciss College: Shasha pazvidzidzo zvemawoko

Muchaneta Chimuka — SPECISS College iri kusimukira zvikuru munyaya dzefundo kuburikidza nezvidzidzo zvemabasa ...

N’anga haizvirapi

Munyaradzi Gunduza — 7. NYORA zvidzidzo, zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira ...

Rudo kuita kufashaira

Munyaradzi Gunduza — MUDETEMBO rinonzi, Asatye zvake rakanyorwa naMildred Jaricha rine dingindira rerudo. Nyanduri ...

7 years ago | September 22, 2017

Kuvanza mimba yaSarah

Munyaradzi Gunduza — 4. TSANANGURA zvinhu zvishanu zvinoitwa naPastor Gift Mwenje mukuedza kuvanza mhosva yavo ...

Mhoro mbavha, kuruku, mwana waSatani

naIgnatiusMabasa — NDAKANZWA mumwe munhu achituka mapurisa aive paRoad- block ndikatya. Pane mashoko ekuti nyangwe ...

Kudetemba nezverudo

Munyaradzi Gunduza — MUDETEMBI anobudisa zvakare kuti akajairira kudya nenyama saka mimwe miriwo yakaita ...

7 years ago | September 15, 2017

Mazwi anoreva zvakafanana

Ticha Danga — MUKUEDZA kubhedhenura gumbeze redu rechiShona kuti ribate uriri hwese, tinofanira kubatawo mazwi ...

Rarama somudavadi

ZITA remunhu chii? Kune rimwe boka ravanhu rinoti zita remunhu rinotodzana nehunhu hwake kana nehunhu hwevanhu ...

Kudetemba nezverudo

Munyaradzi Gunduza — 2. BURITSA pachena zviri kutaurwa navananyanduri pamusoro perudo munhetembo shanu dzinobva ...

Nyaya yekusavimbika

Munyaradzi Gunduza — 2. TSANANGURA madingindira anowanikwa mumutambo Kereke Inofa. [25]

7 years ago | September 8, 2017

Zvakanangana nerufu

Ticha Danga — NZVIMBO nenzvimbo dzinogona kuita zvakasiyana-siyana kana dziri nyaya dzerufu zvichienderana netsika ...

Kereke vanhu

. . . kushaikwa kwavo inofa Munyaradzi  Gunduza — 1. MUSORO wekuti Kereke Inofa unodudzirwa sei mumutambo uyu? ...

Kuikwa kwechitsunge pachiNdau

ZVINYINI zvinoizwa pachiNdau kana munhu eizwi wadziuraya zviya. Unoitwe maikirenyi kana zvadaro. Kana wazwi waiya ...

Matambudziko anouya nemari

Munyaradzi Gunduza KUMBA KWEDU — Mudetembi anoburitsa kuti kunyange ukave nemari yakawanda, asi uine ngozi ...

7 years ago | September 1, 2017

Mumba hamuna chinonzi rudo

Munyaradzi Gunduza DETEMBO: KUMBA KWEDU Mudetembo rinonzi Kumba kwedu rakanyorwa naMacheka, nyanduri ari kushungurudzika ...

Tsumo dzine hudzamu

Ticha Danga  — CHAKADEPOWO here kuita nhekwe yejira. Ko ndiniwo here ndakaita kuti jedye ridamburwe muswe. Wabva ...

Zvidzidzo murungano

Munyaradzi Gunduza — 15. Bhuku rinonzi Museve Usingapotse rinotsanangura nezvenhoroondo yekare. Zvino iwe chinyora ...

Mapurasitiki, kaylite: Toringepi?

PANE zvigadzirwa zvashungurudza vanhu, zvigadzirwa zvamazuva ano zvakauya zvichinge zvakanaka, asi zvave kutenderedza ...

7 years ago | August 25, 2017

Makuwerere kuGokwe South

— Vana vakapihwa mibairo, miti nemikoko yenyuchi Daphne Machiri — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey