NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | October 1, 2015

Harare Basketball League yokwangwaya

SANGANO reHarare Basketball League riri mushishi kutsvaga vakotsveri vanokwanisa kuritsigira kusimudzira mutambo uyu ...

9 years ago | September 25, 2015

‘sungai dzisimbe’…DeMbare taimirira – Antipas -Hatifambire ...

Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn, Joey “Mafero” Antipas, anoti mutambo wavo weCastle Lager Premier Soccer League ...

‘Mayweather anogona kudzoka mutsiva’

FLOYD Mayweather (Sr) akayambira mwana wake kuti anogona kudzoka mutsiva asi anoti izvi zviri mumawoko ake iye ‘Money’ ...

Ngatitsigirei tsiva: Manyuchi

Abel Ndooka SHASHA yetsiva Charles Manyuchi akakurudzira masangano akasiyana kuti atsigire vechidiki vari kusimukira ...

Madrid musha wangu: Navas

MUBATI wepagedhi weReal Madrid Keylor Navas akabuda pachena kuti akange asina kugadzikana paakanzwa kuti anogona ...

Nhabvu yevechidiki yosimudzirwa

Abel Ndooka SANGANO reHarare Junior Football League rinoti riri kushanda zvakasimba mukubika vatambi vechidiki vemutambo ...

9 years ago | September 17, 2015

Bhora pasi: Chuchu…‘Vechidiki ndivo remangwana’

MURAIRIDZI wenhabvu Elvis “Chuchu” Chiweshe ari kukurudzira vamwe varairidzi vemutambo uyu kuti vashande zvakasimba ...

Benitez orumbidza Ronaldo

MURAIRIDZI weReal Madrid Rafa Benitez akarumbidza Cristiano Ronaldo uyo waakati ndiye mutambi wenhabvu anogonesesa pasi ...

Chakachaya kuChibuku Super Cup

KUNOTSVA demo kugosara mupinyi svondo rino neMugovera pamwe neSvondo kunhandare yeNational Sports Stadium muguta ...

Ndaive ndisina mufaro: Nolan

KEVIN Nolan anoti akange asisina mufaro mumazuva ake ekupedzisira kuWest Ham apo mutambi uyu aitsvaga chimwe chikwata ...

Petr Cech oona tarenda

PETR Cech anoti ari kuona tarenda rinodadisa riri muvatambi veArsenal kubvira paakatengwa nechikwata ichi. Chizvarwa ...

Zvimbokoma zvotsva kuChivhu

KUCHANGE kuri kumakuwerere svondo rino nemusi weMugovera kuChivhu uko vatambi 30 vetsiva vemumapoka akasiyana ...

9 years ago | September 11, 2015

Ndasiya nhabvu: Kuda Mahachi

MUTAMBI wenhabvu wechikwata chenyika chemaWarriors, Kudakwashe Mahachi, anoti anogona kuturika shangu dzake ombodzokera ...

‘Hukama neWorld Navi hauparari’

SACHIGARO weNorthern Region Soccer League, Willard Manyengavana, anoti hukama hwavo nekambani yeWorld Navi iyo ...

Ramsey ozvitemba

AARON Ramsey ari kuzvitemba kuti Wales ichabudirira kunotamba kumutambo mukuru asi hunge yakakunda Bosnia.

Ospina orwira chinzvimbo chake

ARSENE Wenger anoti David Ospina akazvipira kurwira kuve mubati wepagedhi weArsenal wekutanga. Ospina, uyo anove ...

9 years ago | September 3, 2015

Guinea kumakata. . . maWarriors vamirira kurwa

CHIKWATA chenhabvu chenyika chemaWarriors chine gomo guru rekukwira apo chichasangana necheGuinea kunhandare yeRufaro, ...

Kadewere akarangarirwa

CHIKWATA chenhabvu cheAjax Mbare ndicho chakahwina mutambo we2015 Harare Province Junior Football Under 13 League ...

Takaburana naGaal: Di Maria

ANGEL Di Maria akabvuma zviri pachena kuti akanetsana naLouis van Gaal panguva yaakambotambira Manchester United uye ...

9 years ago | August 28, 2015

MUSATUNGAMIDZE MARI: MAPEZA. . . asi tarenda nenyika

NORMAN Mapeza, uyo akambonetsa munhabvu, ari kukurudzira vatambi vechidiki kuti vasamhanyire kukoshesa mari uye ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey