NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | October 23, 2015

Khan akasiya hurukuro

AMIR Khan akasiya hurukuro dzekuronga mutambo wekuzorwa naManny Pacquiao, sekutaura kwemapepanhau ekuAbu ...

SRC yotsvaga mari yemaansa

Abel Ndooka SANGANO reSports and Recreation Commission rinoti riri kutsvaga mari inosvika US$30 000 yekushandisa ...

‘Matambiro eAston Villa akandigumbura’

MURAIRIDZI weAston Villa, Tim Sherwood, anoti ave kugumbuka zvakanyanya kana achitarisa matambiro ari kuita chikwata ...

9 years ago | October 16, 2015

‘Bosso tiri kudzoka’l 2016 igore redu: Gumede

CHAMANGWIZA weHighlanders FC, Ndumiso Gumede, anoti kunyangwe zvazvo chikwata chavo chave nemakore akawanda ...

Ancelotti akabuda pachena

AIMBOVE murairidzi weReal Madrid, Carlo Ancelotti, akabuda pachena kuti anoda kurairidza nhabvu muPremier League zvakare ...

MaWarriors pamwe nemaMighty Warriors vakakurudzirwa

SANGANO reZimbabwe Football Association rakakurudzira zvikwata zvenhabvu zvenyika zvemaWarriors nemaMighty Warriors kuti ...

‘Chambers ane tarenda’

PER Mertesacker anofunga kuti mutambi weArsenal, Calum Chambers, ane tarenda rinonwisa mvura iro richamuona achinetsa ...

Psl: Mamiriro azvakaita

Team MP W D L F A P Chicken Inn 25 16 4 5 37 18 52

Ronaldo oti haasi kugutsikana

MUTAMBI weReal Madrid Cristiano Ronaldo svondo rino akabvuma kuti haasi kugutsikana zvisinei nekuhwina kwaakaita mubairo ...

Vechidiki vakaita chibvumirano

CHIKWATA cheHarare City FC chakaita chibvumirano neSt Johns Chikwaka High School kuti chivhure boka renhabvu (academy) ...

9 years ago | October 9, 2015

‘Hazvichanakidza izvi’…DeMbare ndiyo iri kungotamba yoga: Mubaiwa

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wechikwata cheDynamos Football Club, Kenny Mubaiwa, anoti nhabvu inotambwa muPremier Soccer ...

Valdes ari panguva yakaoma

MUBATI wepagedhi, Victor Valdes, ari panguva yakaoma kuManchester United zvichitevera kuudzwa kwaakaitwa kuti anofanirwa ...

Zvimwe zvikwata zviri kutitya: Coleman

MURAIRIDZI weWales, Chris Coleman, anoti zvimwe zvikwata zvikuru zviri kutya kutamba navo mumitambo yehushamwari panguva ...

Jake White akabuda pachena

AIMBOVE murairidzi weSouth Africa, Jake White, akabuda pachena kuti anoda kutsiva Stuart Lancaster asi hunge RFU ...

Zim Cricket, Afghanistan dhuma!

Munyori weKwayedza CHIKWATA checricket cheAfghanistan chiri kutarisirwa kuuya kuzokwikwidza necheZimbabwe mumitambo ...

9 years ago | October 1, 2015

Tadzoka: CAPSl Taneta nekuomberera zvimwe zvikwata: Jere

MUKURU weCAPS United, Farai Jere, anoti yasvika zvino nguva yekuti “The Green Machine” kana kuti ‘’Kepe-kepe’’ ...

Rooney oti haabvi kuManchester United

WAYNE Rooney akaramba mashoko ekuti akapa tsamba yekuda kubva kuManchester United. Mutambi uyu (29) aida kubva kuOld ...

Vatambi vetsiva vonorwa kuMalawi

VATAMBI vetsiva vatanhatu vemumapoka akasiyana avo vari kutarisirwa kunokwikwidza kumutambo weKnock Out Malaria in ...

Khan orongera Pacquiao

MUSHURE mekunge anyimwa mukana wekurwa naFloyd Mayweather, Amir Khan ave kutarisirwa kusangana naManny Pacquiao kutanga ...

Wenger akatsigira Ospina

MANEJA weArsenal, Arsene Wenger, akatsigira kusarudza kwaakaita mubati wepagedhi David Ospina pamberi paPetr Cech ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey