NHAU DZEMITAMBO

10 years ago | October 31, 2014

Paralympics dzotanga

GADZIRIRO dzemakwikwi eZimbabwe National Paralympic Games dzotanga uye chikwata cheHarare chinoti rwendo rwuno chinoda ...

Gunners yorwira mukombe

MURAIRIDZI weGunners FC, Kuda Masaraure, akatsidza kuti chikwata chake chicharwa semvumba kuti chigohwina mukombe ...

Sibanda ochema nevakotsveri

SHASHA yetsiva, Monalisa Sibanda (31), ochema-chema nekushaikwa kwevakotsveri vemutambo uyu izvo anoti zviri kudzosera ...

Djokovic ofarira mwana

SHASHA yemutambo wetennis, Novac Djokovic, oti haana hanya nekuti akaita nhamba 1 kakawanda sezvo kuita mwana kanova ...

Bhodhi idzva reIndoor Cricket

BHODHI idzva richange richitungamira ligi reDa Vinci Indoor Cricket League rakagadzwa munguva yadarika zvichitevera ...

10 years ago | October 24, 2014

Chivandire otungamira Zru

SANGANO reZimbabwe Rugby Union svondo rino rakazivisa kuti rakagadza Brighton Chivandire pachigaro chadirector rinova ...

‘NdezveDeMbare’ . . . asi zpc ne caps united zvichirimo

APO ligi reCastle Lager Premier Soccer League rave kusvika kwamvura yacheka makumbo vamwe vatsigiri venhabvu ...

Marlborough yakarambira nemukombe

MALBOROUGH High School yakarambira nemukombe svondo radarika mumutambo weU15 Malborough Invitational Basketball ...

10 years ago | October 17, 2014

Bosso tinoirakasha: Dinyero

MURAIRIDZI weHarare City, Masimba Dinyero, anoti chikwata cheHighlanders chaigochera pautsi apo pachakadzinga aiva ...

Chokwadi chainetsa kudura: Suarez

SHASHA yemutambo wenhabvu, Luis Suarez, anoti zvakamuomera kuti abvume kuti ainge aruma mutambi weItaly, Giorgio ...

Shasha dzekarate dzobandana

SANGANO reZimbabwe Karate Union riri kuronga mutambo weChampion of Champions wevatambi vachiri kusimukira uyo uchaona ...

Shasha yemujaho Gatlin anogona kuregererwa

shasha yemujaho wekumhanya yekuAmerica, Justin Gatlin, onzi ane kodzero yekuregererwa namazvikokota akabatsira ...

Wenger oda kuti Podolski arambe ari muchikwata chake

MANEJA weArsenal, Arsene Wenger, anoti Lukas Podolski anoda kuti arambe ari muchikwata chake zvichitevera nyaya dziri ...

Gadziriro dzenetball dzotanga

MANEJA wechikwata chenetball chenyika cheTeam Zimbabwe icho chichakwikwidza kumitambo yeAfrican Union Sports Development ...

Mharidzo, Moyo vakarikitwa

VATAMBI vetsiva vanoti Tineyi ‘Wastak’ Mharidzo naLawrence Moyo vakakundwa svondo radarika kuNamibia uko vakarwa ...

10 years ago | October 9, 2014

James Ward akadashurwa

SHASHA yemutambo wetennis, James Ward, akadashurwa zvine mutsindo naKevin Anderson kumakwikwi eShanghai Masters ayo ...

10 years ago | October 3, 2014

Pasuwa, Zuze dhuma!

MANEJA weDynamos FC, Richard Chihoro, anoti havazi kuzotarisira pasi mutambo wavo neTriangle wefainari yeOne Wallet Cup ...

Kimetto akazezesa pasi rose

SHASHA yemujaho wekumhanya, Dennis Kimetto, akaratidza kuti inyanzvi yemhando yepamusoro apo akapedza mujaho nenguva ...

Churchill, Girls High zvakadadisa

ZVIKORO zvinoti Churchill Boys High neGirls High ndizvo zvakakunda kumakwikwi eNational School Heads U20 Top School ...

‘Kevin Mirallas achambomira kutamba’

MUTAMBI weEverton Kevin Mirallas anogona kupedza nguva refu asingatambe nhabvu zvichitevera kukuvara kwaakaita, ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey