NHAU DZEMUNO

5 years ago | January 11, 2019

Amai vakanwisa mwana muchetura

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki wekuMarondera ari kurapwa muchipatara cheMahusekwa akachengetedzwa nemapurisa ...

zgc yopinda mumakoreji

 ‘Kumbonyikidzwa kwevadzidzi bodo’ Daphne Machiri KOMISHENI yeZimbabwe Gender Commission (ZGC) iri kushanda ...

Madzibaba vakati chii kuna Chaminuka?

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa PAMARARAMIRO edu pachinyakare, midzimu nemhondoro zvaive mapristi aisvitsa ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira munyika ...

‘Hanger’ yekusota pfambi

Abel Ndooka MUMWE muporofita wechechi iri kuChitungwiza anoti anoshandisa hanger mukuita minana inoita kuti varume kana ...

Ticha akapondwa nemakorokoza

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MUDZIDZISI wekuMsengezi, kuChegutu, anonzi akapondwa nemakorokoza pamberi pemudzimai ...

Vochema nemakondomu akashanda

Muchaneta Chimuka VAGARI vekwaSeke vari kugunun’una netsika yevamwe vanhu yekurasira makondomu akashandiswa pose pose, ...

Chikoro chitsva chovhurwa

Munyaradzi Musiiwa HURUMENDE yakavakisa chikoro chesekondari chitsva kunzvimbo yeNeta Ressetlement, kuMberengwa, ...

Vakatambwa negevha muchechi

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wekuChinhoyi wekunyepera vamwe vanamati vechechi yeZion Christian Church kuti ...

Chimanda: Kutenda humhandara

Kingstone Mapupu KUBVA kare, kana musikana akaroorwa achiri mhandara, anobvisirwa mombe inonzi yechimanda iyo inopihwa ...

Ozvimbirwa nemari yechiokomuhomwe

Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MURUME wemuHarare —wekunyepera kuti anoshanda kuZimbabwe Anti-Corruption Commssion (ZAC) ...

5 years ago | January 4, 2019

Nyoka 11 mukombi

. . . vanhu vagere tatata . . . ndokuzobuda votiza Michael Magoronga VANHU vaiva mukombi yaibva kuGokwe ichienda ...

Akafira ‘xmas box’

Wimbainashe Zhakata ari kwaMUTARE MAPURISA echitikitivha ekwaMutare vari kuvhima nemeso matsvuku mudzimai wekuChikanga ...

Mvura yageza zvitunha, weti zvoitwa muteuro

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mamwe maporofita anonzi ari kushandisa weti yevanhu yakasanganiswa nemvura ...

Kwayedza yakanzwa ‘bhata’

Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza nemusi weMuvhuro svondo rapera vakasara vasina neremuromo apo motokari yavo ...

Zimdef inokosha: Murwira

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti homwe ...

– Zviwanikwa zveZimbabwe –

Juliet Sharon Tom Shona:                  BVUNGO/JACHACHA Ndebele:             Insimba

‘Kuratidzira pazvipatara bodo’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kubva pari zvino haizi kuzotendera kuti panzvimbo dzinorapwa varwere sepazvipatara ...

Muredzi wehove akapondwa

Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raKamutondore, kuNyamapanda, anonzi akafa nekupondwa kudhamu reLake Chivero, kuNorton, ...

Mvura yageza zvitunha…hazvina kusiyana nekuroya’

Munyori weKwayedza DZIMWE nyanzvi dzezvechivanhu dzinoshora maporofita nen’anga avo vanonzi vari kushandisa weti yavo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey