NHAU DZEMUNO

5 years ago | December 21, 2018

varume vochemedzwa nevakadzi

‘Hazviite kumhan’ara’  ‘Unosekwa nevanhu’  ‘Unongofa unyerere’ Kingstone Mapupu KUBVIRA kare, vanhurume ndivo ...

MAONERO EDU: Ngwarirai njodzi Zhizha rino

MWAKA uno weZhizha unofarirwa nevanhu zvikuru nekuda kwezvikonzero zvakasiyana uye vamwe sevarimi vanouda nekuti mvura ...

zfc yakadyara miti paSt David Primary

GORE rino ZFC Limited yakabatana nenyika yose mukucherechedza zuva guru rekudyarwa kwemiti reNational Tree Planting Day.

Nhai Alfred, wave kuenda kupi tisati tasvika kumba?

MUMWE murume akakwira kombi nemudzimai wake ane pamuviri. Mukadzi akanga akabata kandumurwa, uyuwo murume akabata ...

‘Munhu anorarama ura huri kunze kwedumbu’

Munyori weKwayedza CHAMANGWIZA wechipatara cheHarare Central Hospital, Dr Nyasha Masuka, vanoti vanhu vanenge vaine ...

5 years ago | December 14, 2018

njuzu pakati pe‘town’?

‘Yakayanika marokwe’… ‘Ikatorwa nemapurisa’ Ray Bande  ari kwaMUTARE MAROKWE akaonekwa akaturikwa patambo ...

Oti muuu semombe, kukurigorigoooo!

Arron Nyamayaro MUNHU kuti muuu semombe, shiiii senyoka, kukurigorigoooo kunge huku. Munyaya inofungidzira kuti ine ...

Huya tipedzerane: Zvidhoma

Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raKadenge, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa — wekubuda muKwayedza nguva pfupi yadarika ...

‘zibaba’ renyoka muhozi

Wimbainashe Zhakata YAKAVE batai-batai pamumwe musha uri kuChipinge nguva pfupi yadarika zvichitevera kubatwa kwakaitwa ...

‘Peturu yepamukoto bodo’

Tendai Mugabe HURUMENDE iri mushishi kutora matanho akananga kuona kuti mari yekutenga mafuta edzimotokari yavepo ...

MAONERO EDU: Varimi tengai dhibhi moga

ZIMBABWE gore rino inonzi yarasikirwa nemombe dzinodarika 50 000 idzo dzinokosha $50 miriyoni nekuda kwezvirwere ...

Death certificate remunhu mupenyu

Fortunate Gora ari kuChinhoyi MUKADZI wekuTrelawney anonzi akatsotsa kambani yeNational Social Security Authority (Nssa) ...

Matakishopu anotengesa kutya nekusuwa

naIgnatius Mabasa MUNGUVA dzino, Hurumende yedu pairi kuyedza kugadzirisa zvinhu zvakasiyana-siyana munyika, kune vari ...

5 years ago | December 12, 2018

NJUZU KUONEKWA MU’TOWN’?

Ray Bande ari kwaMUTARE MAROKWE akaonekwa akaturikwa patambo dzemagetsi mumugwagwa Herbert Chitepo Main Street, ...

5 years ago | December 7, 2018

muroyi pu murusero

‘Ndapera simba tichibhururuka’ Nhlalwenhle Ncube ari kuMATOBO MURUME wemubhuku raBhazha, kuMatobo – uyo anofungidzirwa ...

bhokisi rine chitunha ‘boom’!

Kingstone Mapupu VANHU vaiva parufu rwemumwe mukadzi mubhuku rekwaJakopo, kwaMangwende, kwaMurehwa, vakasara vaoma mate ...

‘Piro yangu idehwe reshato’

Sukulwenkosi Dube-Matutu ari kuGWANDA YAKAVE batai-batai pamatare edzimhosva eGwanda Magistrate’s Courts, kuGwanda, apo ...

Chirongwa chekuchenesa nyika chakaparurwa

Tandayi Motsi MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChitatu chino vakaparura chirongwa chekuchenesa ...

MAONERO EDU: Mhirizhonga ngaipere

ZIMBABWE iri pakati pekucherechedza mazuva 16 ekurwisa mhirizhonga – zvikuru kuvanhukadzi – ingave yemudzimba, mumabasa ...

Kurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi

Danai Chirawu MUNE chimwe chinyorwa chenyanzvi yezvemutemo mukurwira kodzero dzevanhukadzi, Professor Stewart, chinonzi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey