NHAU DZEMUNO

6 years ago | February 2, 2018

Murungu akaguswa nevaroyi◆ ‘Hakuna zvakadaro, manyepo’

Kingstone Mapupu MURUNGU wepapurazi reArgosy iro riri kwaMambo Svosve, kuMarondera, anonzi akafuma akaguswa vhudzi rake ...

Maporofita enyu maActor, maDoctor, maTractor

naIgnatius Mabasa KUITA kwaMwari kunondimenya kunge bhanana. Nyasha dzaMwari dzinonditsvaira kunge chivanze chine ...

6 years ago | January 26, 2018

Mwana akaenda nechamupupuri. . . zvachose!

Kingstone Mapupu Mwana wekuBeatrice ane makore matatu okuberekwa ari kunzi ava nenguva inosvika mwedzi asiri kuwanikwa ...

Chidhoma chine sutu pachikoro

Muchaneta Chimuka Yakava batai-batai pachikoro cheMutonda Primary School chiri kuDomboshava svondo rapera apo vamwe vana ...

‘Tinosvina hura hwechitunha’

Chkwata cheMalawi Gule Dance chakaita zvinorova nguva pfupi yadarika apo chakatandadza vanhu pamusangano weZimbabwe ...

Akabhinywa nemuramu

Kingstone Mapupu Mwanasikana anove chirema wekuMukumbura, kuMt Darwin, uyo asingataure kana kunzwa anonzi akabatwa ...

‘Akatorwa nenjuzu kana nevaroyi’

Kingstone Mapupu Nyanzvi dzezvechivanhu dzinoti mwana wekunzi akatakurwa nechamupupuri achitamba nevamwe papurazi ...

Potraz yoparadzira ruzivo rwekombiyuta

Malven Mugadzikwa Postal and Telecommunications Regulatory Authority of Zimbabwe (Potraz) inoti yakazvipira kuti vagari ...

Kwayedza yakarwiswa ‘nevakuru vehondo’

Muchaneta Chimuka Yakava batai-batai neMuvhuro wadarika pachikoro cheRusununguko Primary School, kuEpworth, muHarare, ...

Akarohwa ‘home and away’

Kingstone Mapupu Murume wekwaChinhamora, kuDomboshava, anonzi akazonopedzera hasha dzake dzezvimbokoma zvekubhawa ...

‘Siyai vatori venhau vaite basa’

Muchaneta Chimuka Munyori mukuru kusangano revatori venhau – reZimbabwe Union of Journalists (ZUJ) — VaFoster Dongozi, ...

Zvakanaka zvakadaro kuna Mukwende!

Ndozvireva na Mukwende Washe Musabvunza kuti ndakange ndaendepi nokuti ndaingonzwa nemarehwa-rehwa kuti vamwe maiti asi ...

Peshi, uri nyoka chaiyo!

Ignatius Mabasa Hadzisi nguva dzese dzatinoona nekuziva, nekugashira kuti tine dambudziko. Mumwe murwere chaiye haati ...

6 years ago | January 19, 2018

Kasipiti ‘Siriro’ korutsa zvipfeko, magemenzi

Muchaneta Chimuka Kudunhu rekwaMunyawiri, kuDomboshava, kunonzi kune kasipiti ako “kanorutsa” zvinhu zvinosanganisira ...

Chikomba tasa! . . . Vakadzi vaviri vonzi vakaponda

Muchaneta Chimuka Mukadzi wekuChitungwiza ari kumira mudare reko achitarisana nemhosva yekuponda chikomba chake ...

‘Ndakaitirwa tsvina nenyoka’

Kingstone Mapupu Mukadzi wekwaChihota, kudunhu reMashonaland East, ari kuti akashurwa mare apo akaitirwa tsvina ...

Muporofita akarumwa sikarudzi nezvidhoma. . . madzibaba ...

Kingstone Mapupu Muporofita weJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe kana kuti yeNguwo Tsvuku wekuMt Darwin anoti akapotsa afa ...

Munyori Chimuka hutu nemubairo

Kingstone Mapupu Munyori weKwayedza, Muchaneta Chimuka, svondo rapera akapihwa mubairo mukuru weBest Traditional Health ...

Mamiriro akaita madhamu haana kusanduka

Muchaneta Chimuka Sangano reZimbabwe National Water Authority (Zinwa) rinoti huwandu hwemvura mumadhamu emuZimbabwe ...

Jesu akamboita ‘Back to Sender’ here?

Ignatius Mabasa MabasaHandifarire kutuka nekuti semunhu akambotukwa, ndinozviziva kuti kunodzikisira munhu ari kutukwa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey