VARIMI vekuBindura South, kuMashonaland Central, vari kubatsirikana nezvirongwa zvekukohwa mvura izvo zviri ...
VAGARI vekuBindura South vave kubatsirikana nemabhindauko akasiyana ari kuitwa mudunhu ravo ayo anosanganisira ...
Nyaya dzose naDaphne Machiri VANOMIRIRA Bindura South mudare reNational Assembly, Cde Remigious Matangira, vari kubatana ...
naIgnatius Mabasa KANA usina kuzviona nemaziso ako kana kuzvinzwa nenzeve dzako, zvitye nekuti mazitye, hadzisi hembe ...
Kingstone Mapupu VAGARI vekwaBangure, kwaNyashanu, mudunhu reBuhera, vanoti vaoneswa chitsvuku nechavanoti chikwata ...
Muchaneta Chimuka KUNE mashoko ari kutenderera — kunyanya paWhatsApp – achiti pachikoro cheMutake Primary School, chiri ...
Kingstone Mapupu MUNYAYA izere nekushamisa, pane murume wekwaNyashanu, kuBuhera, ari kuti nguva yadarika akarara husiku ...
Kingstone Mapupu MWANA ndumurwa wekuBeatrice wekunzi akatorwa nechamupupuri ndokuendwa naye anonzi haasati awanikwa.
Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wechechi yeGrace of God Ministries, Apostle Tenson Sinaiti Mukanya — uyo anozivikanwa saTS ...
Kingstone Mapupu VAKURU vemachechi akasiyana nenyanzvi dzezvechivanhu vari kukurudzirwa kuti vabatsire mhuri ...
naIgnatius Mabasa DZIMWE tsika dzakafanana nekudyiswa mapepa. Mapepa haarutsise, asi anoshata kunge shut-up yemunhu ari ...
Lizzy Mushoriwa MUDZIMAI wekuenda kudare achida kutorera aimbova murume wake gwaro rerunyararo akazoshaya pekupinda ...
Kingstone Mapupu VASHANDI vepapurazi reArgosy, kuMarondera, nemusi weChishanu wadarika vakaona manenji — bhaisikopo ...
Kingstone Mapupu N’ANGA ine mukurumbira yekuRushinga, kumuganhu wemunyika ino neMozambique, inoti kana vanhu vachisvika ...
Freedom Mupanedemo ari kuGOKWE MURUME wekudunhu raMambo Njelele, kuGokwe, akazopotera kudare ramambo ava achida kuti ...
Muchaneta Chimuka HARI nhatu dzizere tsvina yevanhu, doro, nyama mbishi nenhekwe yefodya nebakatwa rakabairirwa muvhu, ...
Muchaneta Chimuka VABEREKI vane vana vanodzidza pachikoro cheMutonda Primary School, kuDomboshava, svondo rapera ...
Kingstone Mapupu MUKOMANA jaya wekwaMusana, wekuwanikidzwa achishinha nenguruve hadzi yemuvakidzani wake, akazobatwa, ...
TINAYO pano ngoma yekanyi, yarira yekanyi, ngairire yakaringire mberi neMberengwa. Chabhenda chabhenda, kanyi akuna maninji.
Kingstone Mapupu MURUNGU wepapurazi reArgosy iro riri kwaMambo Svosve, kuMarondera, anonzi akafuma akaguswa vhudzi rake ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey