Nhau Dzeutano

8 years ago | April 8, 2016

Vanoroorwa vari vadiki

SANGANO rakazvimirira reRoots riri kurwisa kuroodzwa kwevanasikana vasati vabva zera, zvikuru avo vanogara kunzvimbo ...

8 years ago | March 31, 2016

Koshesai nhau dzeHIV neAIDS: NAC

VATORI venhau vanokurudzirwa kuti vaburitse nyaya dzine hudzamu maringe neHIV neAIDS sezvo izvi zvakakosha mukuvandudza ...

Manakiro anoita zvihuta

SVONDO rino Anna Stella Chipongo ari kwaMutare anotaura pamusoro pemabikirwo anoitwa nyaya yeshiri dzinonzi zvihuta.

‘Gomarara neHIV neAIDS zvinodyidzana’

SANGANO reCancer Association of Zimbabwe rinoti chirwere chegomarara neutachiona hweHIV nedenda reAIDS zvinofambidzana ...

8 years ago | March 25, 2016

‘Koshesai utano hwemukanwa’

MUTEVEDZERI wegurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Adrain Musiiwa, vanoti zvirwere zvemukanwa zvizhinji, kunyanya ...

Batsirai Isheanesu Mukumba (3)

VABEREKI vane mwana asingagone kufamba nekuda kwemitezo isina kuita zvakanaka vemudhorobha reMarondera vari kukumbira ...

Kukanga mutetenerwa

NZUNGU chirimwa chakakosha zvikuru sezvo dziine kudya kunovaka muviri semapuroteni. Nzungu dzinogona kudyiwa dziri ...

Voyamwisira vana pabasa

KAMBANI yeLafarge Cement Zimbabwe iri kusimudzira utano hwevashandi vayo vechidzimai zvichitevera kuvaka kwayakaita ...

8 years ago | March 18, 2016

Matuke ovakisa makiriniki

VANHU vanosvika 12 000 vekuGutu Central, kuMasvingo, avo vange vari kufamba nzendo refu kuenda kunorapwa, vari ...

‘TB muvana yakawanirwa chikwapuro nenyanzvi’

TAKAPEDZA gore radarika hondo yekurwisana neTB yave pane chimwe chikamu. Takatura befu nekuti hondo iyi tave pakati ...

8 years ago | March 11, 2016

Tiri kuda ropa: Parirenyatwa

GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanokurudzira veruzhinji kuti vape ropa senzira ...

Zvirwere zvenzeve nedziviriro

KUNE zvirwere zvakasiyana zvinobata nzeve izvo zvinofanira kurapwa kana kudzivirirwa nekukasika zvisati zvakomba ...

8 years ago | March 4, 2016

Voshandisa Facebook kudzidzisana hutano

RIMWE sangano rinomiririra vechidiki roshandisa dandemutande reFacebook mukuvapa dzidziso pamusoro peHIV neAids pamwe ...

‘mimba’ isingazvarwe

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wekwaNjelele, kuGokwe, anoti ane pamuviri pasvika makore matanhatu pasina kusunungukwa uye ...

8 years ago | February 26, 2016

Nyanga Hospital yakabatsirwa l Chipatara chakapihwa maamburenzi ...

MUMIRIRIRI weNyanga South mudare reNational Assembly, Cde Supa Mandiwanzira, avo vanozve gurukota rezvemichina ...

Zvirwere zvinobata maziso

MAZISO mitezo yakakosha zvikuru iyo inofanira kugara yakachengetedzwa. Sangano rinorwira kodzero dzevanhukadzi reWomen’s ...

8 years ago | February 19, 2016

Typhoid yapararira: Chonzi

MUKURU anoona nezveutano mukanzuru yeguta reHarare, Dr Prosper Chonzi, vanoti vanoshushikana zvikuru kuti huwandu ...

UNFPA yorwisa ndufu dzemadzimai akazvitakura

SANGANO reUnited Nations Population Fund rinoti hakuna mudzimai anofanira kufa panguva yekusununguka mwana.

8 years ago | February 12, 2016

Kuita maronda mukanwa

MARONDA emumukanwa chirwere chinogona kungonyuka chega asi pane dzimwe nguva chinokonzerwa nemhando yechikafu chinenge ...

Kuronga mhuri: Sarudzo ndeyako

KUNE nzira dzakasiyana dzekurera mhuri idzo madzimai nevarume vabva zera vanogona kushandisa zvichienderana nesarudzo yavo.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey