Zviri Mugapu NYAMA yemuswe wemombe machikichori chaiwo kana ikabikwa zvemhando yepamusoro.
ZVIRWERE zvechikosoro kazhinji zvinobata vanhu vemazera ose munguva yechando apo muviri unopindwa nekutonhora kwakanyanya.
MUSIKANA uye wekuHatfield, muguta reHarare, wekutsvaga rubatsiro rwekuti avhiyiwe zibundu rakangomera kusvikira ravhara ...
VAGARI vekuwadhi 14 kwaMusana, mudunhu reBindura, vari kutsvaga rubatsiro rwekuti vakwanise kuvaka kiriniki ...
VARAPI vechivanhu pamwe nevekumakereke vanokurudzirwa kuti vaite basa ravo zvine hutsanana nedonzvo rekudzivirira ...
SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) rinoti zvakakosha kuti veruzhinji, zvikuru vanhukadzi, vatore matanho ...
SVONDO rino tichanangana nemabikirwo enyama yetsuro. Mai Paxcedes Muteyiwa (47), avo vanova head chef paimwe nzvimbo ...
NJODZI chii uye pane zvingaitwe here kuti munhu asapinde munjodzi? Hongu, njodzi inogona kunzvengeka. National AIDS ...
VANHU vanotambudzwa nezvirwere zvakasiyana kuNyanga nekuChimanimani, kudunhu reManicaland, vanotarisirwa kubatsirika ...
MABIKIRO: Pisa mafuta mupoto/mupani kana uchida kudziomesa.
CHIPATARA cheChivhu General Hospital svondo rapera chakagashidzwa amburenzi yemhando yepamusoro nesangano reZimbabwe ...
NYAMA yemusoro wembudzi ine munakiro wayo wakasiyana nedzimwe, izvo zvinoita kuti ifarirwe nevakawanda. VaMoses Garire ...
GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti zvakakosha kuti zvipatara zvakavakwa kare panguva ...
Murwere akange asina kudaira mishonga yeTB inoshandiswa pekutanga iyo inosanganisira rifampicin neisoniazod anenge opiwa ...
GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti chirwere cheshuga chinokwanisa kudzivirirwa ...
SANGANO rakazvimirira reNational Association of Social Workers rinoti zvakakosha kuti vanoshanda neveruzhinji ...
NYAMA yemuswe wemombe mutakunazva chaiwo ndokunge ikakaringwa zvine hunyanzvi. Svondo rino tine imwezve nyanzvi ...
VASUNGWA vari kupikira mhosva dzakasiyana kumajeri ari kumativi mana enyika vane kodzero yekuwaniswa utano hwakanaka ...
NGUVA pfupi yadarika, madzimai akaremekedzwa pasi rose kuburikidza nekucherechedzwa kwezuva reInternational Women”s Day.
HOWA hwakabikwa hunofarirwa nevakawanda. Svondo rino imwe nyanzvi pakubika muHarare, zita rebasa ichinzi Mai Mupositori, ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey