MUBATI wepagedhi weArsenal, Wojciech Szczesny (27), anonzi anoda kuramba achitambira Roma mushure mekupedza makore ...
Kingstone Mapupu — MHURI yekwaChinhamora, kuDomboshava – iyo inonzi yakapinza nekuburitsa chitunha chababa vepo ...
MUTAMBI weParis Saint-Germain – Edinson Cavani (30) – anogona kudzokera kuchikwata chaakambotambira ...
— Vopomera babamukuru kusota muramu Muchaneta Chimuka MUKOMANA wekwaNemangwe, kuGokwe, anonzi akamera imwe nhengo ...
Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vekuChitungwiza, avo vakange vari kupomerwa mhosva yekutuka mupurisa mushure ...
Muchaneta Chimuka — BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kuita mushandirapamwe nesangano rakazvimiririra ...
Munyori weKwayedza — KAMBANI huru mune zvekufambiswa kwemashoko — yeNetOne — yauyazve nezvirongwa zvakananga ...
Kingstone Mapupu — MUMIRIRI weMudzi North mudare reNational Assembly — Cde Newton Kachepa — vokurudzira varimi ...
. . . ichidzidzisa nzira dzekudzivirira tsaona Muchaneta Chimuka — SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe ...
Munyaradzi Gunduza — 17. KUBVA muna Mutakunanzva Wenhetembo, sarudza nhetembo imwe chete yawakafarira. Zvino ...
‘. . . tiri pamubhedha’ Kingstone Mapupu — KWASEKE kune mudzimai ari kuti murume wake anopota achimbosanduka kuita ...
HAZVIREVI kuti kana nhengo yeParamende yaitwa gurukota reHurumende naPresident Mugabe haichaenda kudare reParamende ...
Munyori weKwayedza VAMWEWO vanhu vanopa mafungiro akasiyana panyaya yekusunga murume kana mudzimai anenge ari muwanano ...
Trymore Muvhawa VAMWE samusha vakashamisa vanhu vaive mudare apo vakati vanokwanisa kubhadhara $7 pamwedzi yekuchengeta ...
MUKOMANA wekuDema, wekupaza denga remba yaamai vake ndokuba midziyo inokosha US$398, akazozvidemba mushure mekubatwa ...
MUIMBI wesungura ari kusimukira, Maxwell Khumalo, anoti nguva yake yekuzunguza indasitiri yemhanzi yasvika sezvo achiti ...
Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...
Muchaneta Chimuka BOTSO rekuona terevhizheni pakati pababa nemwanasikana wavo ane makore 11 ekuberekwa rakazoguma ...
Munyori weKwayedza MUKURU wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti mukadzi ari kuti amera ...
CHIKWATA chemadzimai anorarama neutachiona hweHIV neAIDS kuNyanga chiri kutsvaga rubatsiro rwemapombi ekudiridzisa minda ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey