Uncategorized

Maticha vambomiswa basa

10 Feb, 2022 - 17:02 0 Views
Maticha vambomiswa basa

Kwayedza

naMalven Mugadzikwa naMuchaneta Chimuka

MASHOKO abva kubazi redzidzo yepuraimari nesekondari anoti vashandi kubazi iri vasina kuenda kubasa kubva musi wakavhurwa zvikoro vambomiswa basa pasina kuwana mihoro kwemwedzi mitatu.

Mutsamba, gurukota redzidzo yepuraimari nesekondari Dr Evelyn Ndlovu vanoti, “Pamwedzi mitatu iyi, vamiswa basa ava havatenderwi kukanganisa kana kupindira muongororo dziri kuitwa maringe nekusauya kwavo kubasa. Pachatorwa matanho akakodzera kuvashandi vasina kuita basa ravo nemazvo.”

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey