Tishamwaridzane

21 Dec, 2018 - 00:12 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKAITA basa Kwayedza, ndakamuwana wangu wandaida. Pamberi nebasa rakanaka rinobvisa vanhu munhanga nemugota. Vamwe ngavachirega kufona pa0715 944 548 nekuti zvangu zvakaita.
*****
Makadii? Ndotsvagawo mukadzi akanaka pamwoyo anoratidzika, akavimbika, ane rudo uye anoda kunamata. Ngaave ari HIV+ seni asingaridzike. Ndinoda ane makore 32 zvichidzika. lni ndine makore 36, ndiri muHarare. Nhare yangu 0771 960 657.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, vana 2, HIV negative uye ndiri muHarare. Ndinodawo murume ane makore 40 – 48 ari pachokwadi asina mukadzi. Ndibatei pa0733 568 234.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 4 uye ndinoda murume ane makore 37 – 40 anoshanda. Ndogara kuChiweshe, ndaneta nematsotsi. Vari pachokwadi ndibatei pa0779 464 406.
*****
Ndanzwa nekunyorera kuchirongwa, ndiri murume ane makore 30 uye ndiri HIV+ asi handiratidzike. Ndinotsvaga musikana kana mukadzi ane mwana 1 ane makore 19 – 25 anoshanda kana cross-border. Ngaave anotya Mwari ane mazirudo achigara muHarare asingazonetse kuona. Ndinoda ava kuda zvemba, ndapota vasiri muHarare, vanotamba nevakawanikwa musapedze nguva. Ndatenda, andifarira nhamba dzangu 0772 704 345.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 39 nevana vaviri, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuti tigarisane uye achiziva Mwari. Nhare yangu 0713 741 935.
*****
Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 26 ndotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika ane rudo. Ndogara kwaMutare, ndinoshanda uye ndinoa ari serious. Nhare yangu 0773 055 958.
*****
In ndiri mukomana ane makore 23 ndinonzi Nyasha Faindani, ndogara kuMvurwi uye ndoda musikana ane makore 21 zvichidzika. Ndobatika pa0779 683 005.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi. Nhare yangu 0716 259 871.
*****
Makadii zvenyu? Ndinokumbirawo mundikandirewo tsamba yangu. Ndinogara kuTafara, ndiri mukomana ane makore 24 uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 21 wekufambidzana naye. Ari pachokwadi anoda anondibata pa0713 833 865, ndatenda.
*****
Ndiri murume ane makore 45. Ndomwa doro asi handipute fodya, ndine vana vaviri uye ndiri HIV negative. Ndiri security guard muHarare ndodawo mukadzi ane makore 30 – 35 wekwaGutu, Bikita kana Masvingo chero asingasevenzi. Nhamba dzangu 0713 258 380, chero nguva.
*****
Ndiri murume ane makore 39. Paupenyu ndine shop, ndinoenda kubasa uye ndiri builder. Ndinodawo mudzimai anoda zvekuwanikwa asiri pamushonga ane makore 35 zvichidzika. Adawo nezvangu nditumirei sms uchireva zvauri. Ndibate pa0713 990 216.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndiri kutsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 21 ave kuda zvemba. Anonamata ngaandibate panhamba dzangu 0716 065 996.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndotsvakawo musikana ane makore 20 kusvika 32 anoda zvemba. Ngaave ari positive uye akanaka. Nhamba dzangu 0716 064 298.
*****
Tishamwaridzane, ndiri murume wemakore 46 ndinodawo mudzimai wekuroora ane makore 45 zvichidzika. Ane vana 2 kana 3 andifarira anofona pa0716 783 045.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinodawo musikana akatsvuka zvakanyanya ane makore kubva 18 kusvika 20. Ndinowanikwa pa0773 190 577.
*****
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 49, ndinoshanda muHurumende uye ndinoita zvemabusiness. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 45 zvichidzika ari HIV+. Adidawo ngaandibate pa0718 182 559.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 24 ari pachokwadi nekuda kuroorwa. Ndoda akasimba uye akanaka. Ndiri kwaMutoko, handisati ndamboroora. Zvakawanda tinozotaura, nhamba dzangu 0718 699 445.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, handisi pamushonga uye ndoda musikana ane makore 18 kana 19. Ngaave mutsvuku akasimbawo zviri pakati nepakati uye munaku nekuti ini ndiri munakuwo. Ave kuda zvekuvaka imba ngaandibate pa0785 043 816.
*****
Ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvagawo musikana ane makore 25 kusvika 29. Kana pane andifarira totaura paWhatsApp kana sms pa0771 292 615.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 29 ndinotsvakawo mukadzi ane makore 18 kusvika 28. Zvakawanda totaura pa0779 492 296.
*****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 40 nevana vaviri. Ndinoshanda muHurumende, ndinoda mukadzi ane makore 30 zvienda mberi anewo vana vake. Ngaava anoshandawo muHurumende seni. Nhamba dzangu 0771 885 691.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 30 ndotsvagawo mukadzi wekuroora. Andida ndibate pa0775 972 744.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 19 ndotsvagawo murume anoda zvemba akanaka mutsvuku uye anogeza. Ndobatika pa0717 623 205.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore makumi mana uye ndiri pamushonga. Ndogara muHarare, ndotsvagawo mukadzi ane rudo. Andifarira anondibata pa0773 234 437.
*****
Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvagawo mukadzi ari serious nokuda imba ane makore 30 zvichidzika. Ngaave anonamata ane vana 2, 1 kana asina. Ini ndine vana 2, asiri pamushonga andifarira ngaandibate pa0717 029 268.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39, ndinoda mukadzi ane makore 27 zvichikwira ari pachokwadi uye ane shungu nemusha. Ngaave ane mwana 1 kana 2 nekut ini ndine wanguwo 1. Zvakawanda tozotaura nekuti pokutanga napo musha neupenyu paripo uye handipo pamushonga. Andida akatendeka nhare yangu 0714 223 466.
*****
Ndiri murume ane makore 34 nemwana mumwe chete. Ndiri kutsvaka mukadzi ane mwana kana asina ane makore 18 – 25 ari serious nekuda kuroorwa. Nhare yangu 0027 742 147 524.
*****
Ndinokumbirawo vari kufona panhamba idzi 0718 900 479 musafone ndakazomuwana wandaitsvaka chiregerai zvenyu. Ndakambonyora futi meseji ndichiti ndakamuwana asi vanhu vari kuramba vachifona saka ndokumbirawo mundinzwisisewo. Ndatenda hangu.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39, HIV positive uye ndine vana vatatu. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora wechiNambya kana wechiTonga. Andida ngaandibate pa0719 048 943.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 42 ndinotsvaka mudzimai wokuroora ane makore anotangira pa29 kusvika 38. Ndinoda ari pamushonga seni asingaratidzike. Nhare yangu 0715 905 362.
*****
Makadii? Ndakambonyorera asi ndaiwana matsotsi, ndinotsvaka mudzimai ane makore 28 kana 30. Ini ndine makore 33, ndinoda ari pamushonga anoenda kuchechi. Ndinobatika pa0715 678 674 asi ndinoda ari pachokwadi.
*****
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 34, ndinodawo murume ane makore 45 – 60 ari pamushonga. Anoshanda uye andida ngaandibate pa0715 527 177.
*****
Makaita basa veKwayedza, ndakamuwana wangu saka ndinokumbirao vose vaifona pa0784 643 256 chiregai henyu.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 36. Ndinotsvakawo shamwarikadzi iri pachokwadi ine rudo. Ndinoda akanaka asiri pamushonga, asi anoshanda kuchiuto kana kuchipatara kana murimisi. Ngaave ane makore 30 zvichidzika kusvika 20. Ndapota chimbobudisaiwo tsamba yangu, ndanyorera kakawanda asi hapana chandiri kuona. Andifarira ndobatika pa0714 166 197.
*****
Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20 anoda zvekuroorwa. Anoda anondibata pa0776 924 786.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Zvangu zvakaita, makaita basa saka vachiri kufona pa0774 703 509 chiregai zvenyu.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 33 ekuberekwa ndogarawo kuKadoma. Ndinotsvagawo musikana ane makore 25 – 30 anonamata huye anoda zvekuvaka musha. Anoda ngaandibate pa0714 028 108.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvaka musikana anotya Mwari. Asiri pamushonga ane makore 18 – 22 andida ngaandibate pa0775 759 875.
*****
Makadii? Ndiri murume anodawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika. Ndiri HIV+ uye ndinobatika pa0775 316 821.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 ari pedyo neKwekwe. Nhare yangu 0776 858 709.
*****

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey