Denhe Reruzivo

6 years ago | February 9, 2018

Munyori wemabhuku otsvaga rubatsiro

Lizzy Mushoriwa naGamuchirai Muzanenhamu MUNYORI wemabhuku wechidiki uyo ari kusimukira ari kutsvaga rubatsiro ...

Ini ndapfidza nenjovhera

MUBVUNZO: Makadii Sekuru? Ini ndine dambudziko rekuti ndaita njovhera. Ndanzwa nekufamba ndichitsvaga rubatsiro asi ...

tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

Hutsinye hwaCindy

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa madingindira anobuda mumutambo uyu. Hutsinye:

Rina manyanga hariputirwe

Munyaradzi Gunduza “RINA manyanga hariputirwe mumushunje.” Tsanangura kuti tsumo iyi inozadziswa sei nezviitiko zvishanu ...

Chisi hachieri musi wacharimwa, veduwe-e!

Mukwende, mukwende. Zvawakatakura hazvizivikanwe uye hazvibvunzwe. Pamwe nyakutakura anototakurawo zvaasingazive. Mheno ...

Zvinotarisirwa parondedzero

Ticha Danga KANA ichinge yasvika nguva yekunyora rondedzero, vana ngavadzidziswe zvinotevera nguva dzose zvigare ...

6 years ago | February 2, 2018

‘Dadai netsika, rurimi rwaamai’

Daphne Machiri MUNYORI wemabhuku ari kusimukira uye zvakare nyanduri, Luckson Chezhira Chikutu-Makandire, anoti ...

Rondedzero chimbori chii?

Ticha Danga ZVIROKWAZVO gavi rinobva kumasvuuriro. Izvi zvinoreva kuti kuita kwevana kunobva kuvakuru vavo. Zvakadarowo ...

Kereke vanhu

Munyaradzi Gunduza MUSORO wekuti Kereke Inofa unodudzirwa sei mumutambo uyu? Tsigira mhinduro yako nezviitiko zvishanu. [25]

Madingindira mumutambo

Munyaradzi Gunduza HUKAMA: Hukama hunoburitswa sechinhu chinosunganidza vanhu veropa rimwe chete. Kudhonzerana kwese ...

tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:

6 years ago | January 19, 2018

Kanzura akapa mabhuku

Lovemore Kadzura ari kwaRUSAPE Kanzura wewadhi 12 kuMakoni Rural District Council, ku-        Headlands, akatsvaga ...

6 years ago | January 12, 2018

Kudetemba rayiro

Munyaradzi  Gunduza Liveson Tatira anofarira dingindira rerayiro mukudetemba kwake. Tsigira pfungwa iyi nenhetembo dzake ...

Farirai Shona

Ticha Danga Tinoti kwamuri vana vatsva vegwaro rechinomwe mauya mauya! Tinokuchingamidzai nemawoko maviri mushure ...

6 years ago | January 5, 2018

Maticha tinemi: Mavima…Tinonzwisisa nhuna dzenyu’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti vane tarisiro yekuti ...

China yakavakisa chikoro muHarare

Muchaneta Chimuka CHIKORO chitsva chinokosha US$2 miriyoni cheZimbabwe-China Friendship High School chiri kuHatcliffe, ...

‘Handi kupenga, rinotori tarenda’

Daphne Machiri NYANDURI wechidiki uyo ari kusimukira uye achigara muHarare anoti zvakakosha kuti vane matarenda ...

Nyanduri nenyunyuto

Munyaradzi Gunduza 1 Nhetembo dzaTawanda Mushimbo dziri muna “Mutakunanzva Wenhetembo” dzinotevera dzine dingindira ...

tsumo nengano naMukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano kano:

We value your opinion! Take a moment to complete our survey