Munyaradzi Gunduza MAVAMBO Ngano dziri muboka reuvaranomwe hwemutaurwa, uye dzakaumbwa nezvikamu zvitatu zvinoti ...
Ticha Danga NYAYA yekunyorwa kwerondedzero dzakadzama haingofume yavapo asi kuti pane basa guru rinotoda kuitwa kuti ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: SHUMBA akanga asingambozvifungira kuti basa rake ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nyengerezi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:
Munyaradzi Gunduza NYORA zvidzidzo, zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika ...
Lizzy Mushoriwa MUSIKANA ane makore 20 okuberekwa wekuDoma, kuMhangura, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti akwanise ...
Ropafadzo Ndangariro NECHINANGWA chekusimudzira dzidzo munyika, sangano reSave the Children rakapa makombiyuta neprinter ...
Munyaradzi Gunduza SARUNGANO vaiva ambuya kana sekuru vedunhu vane utsome pamwe neuseza hwenharaunda nemararamiro ...
Munyaradzi Gunduza BURITSA zvinhu zvishanu zvinojekesa kuti Pastor Gift Mwenje vaishandisa kereke zvisina kunaka muna ...
Ticha Danga GORE zvarichangotanga kudai, ndipo panoda kuti tinyatsogara tarovera masoro kuitira kuti vana vachangotanga ...
Munyaradzi Gunduza Tsanangura zvinhu zvishanu zvinoitwa naPastor Gift Mwenje mukuedza kuvanza mhosva yavo yekupa Sarah ...
Ticha Danga MURWI wehondo kana achinge aita tsvakurudzo yemuvengi waachada kuzorwisana naye, anobva aunganidza zvombo ...
Munyaradzi Gunduza NGANO mutambo wepasichigare waitambwa nasarungano nevateereri munguva dzemanheru, kunyanya mumwaka ...
Malvern Mugadzikwa naGamuchirai Muzanenhamu VAMWE vabereki nevana vechikoro vanoti vanotsigira danho rakatorwa ...
Muchaneta Chimuka VABEREKI vokurudzirwa kutsigira vana vavo muzvidzidzo zvemitambo sezvo vamwe vachizokwanisa kuwana ...
Munyaradzi Gunduza TSANANGURA madingindira anowanikwa mumutambo Kereke Inofa. [25]
Munyaradzi Gunduza ZVINHU zvinoita kuti mutambo utambike: Kupera kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga ...
Ticha Danga SEKUTAURA kwandakaita muchikamu chakapfuura, rondedzero dzine gwara radzinofamba naro iro rinoda ...
PUBLIC Service Commission (PSC) inoti ichapinza basa vakuru vezvikoro nevatevedzeri vavo vanosvika 734 kumatunhu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>