NHAU DZEKUMATARE

10 years ago | July 17, 2014

‘Uri mhene saka ndipe twangu’

Yvonne Chipato MURUME wekuzvuvirwa kudare nemukadzi wake achinzi awedzere mari yaari kubhadhara yemendenenzi nekuti ...

‘Mbama dzako dzinondidhaka’

VANHU vaive mudare vakasara vati kanha nekushamiswa apo mumwe mukadzi akati murume wake anomuzvambaradza kusvikira “adhakwa”.

Dzvii achida kubhinya kamwana

MURUME akange ashanyira imwe mhuri kuChitungwiza ndokuzoda kubata chibharo mwanasikana wepo ane makore 17 okuberekwa, ...

10 years ago | July 11, 2014

Vonetserana foni ye$80

CHIMBO chekuti vanobhosha “MaSuspects” icho chakaimbwa naKelvin “Killer T” Kusikwenyu chakazadziswa apo mumwe musikana ...

‘Vanobata chibharo hokoyoi!’

BAZI rezvemitemo nenyaya dzeparamende riri mushishi kuvandudza mitemo kuitira kuti avo vanenge vabatwa nemhosva ...

Vahosi nanyachide tiba! …‘Dzosa zvipfeko zvangu zvemukati’

NYACHIDE wekuzvambaradzwa pamwe nekutorerwa zvipfeko zvake zvemukati navahosi apo vairwira murume akazopotera kudare. ...

10 years ago | June 21, 2014

Roja rakarova pasi nerendi

MURUME wekunzi akatiza pamba paaigara asina kubhadhara mari yerendi achisiya mukadzi nevana vachidya nhoko dzezvironda, ...

Oroverwa kuramba kudzokerana

MUKADZI wekugarozvindikitwa nekutukirirwa nemurume waari kuramba kudzokerana naye zvichitevera kurambana kwavakaita ...

‘Ndinokwapaidzwa nemukadzi wangu’

Sandy Musungata MURUME wekuzvambaradzwa nemudzimai wake mushure mekunge amubvunza nyaya yezvikomba, uyo waanoti anorara ...

Tete vane utsinye

NYAYA yekushungurudzwa kwemumwe mwana ane makore maviri okuberekwa, uyo aigarorohwa natete vake mushure mekunge ...

‘Landlord’ akarumwa muromo neroja

MUMWE muridzi wemba wekuChitungwiza akazosara ava nembonje mushure mekunge akakachurwa kurumwa muromo nemuroja wake uyo ...

‘Une dambudziko rekunyeba’

MUKADZI wekuzvuvira aimbove murume wake kudare achida kuti mari yemendenenzi ipamhidzirwe akashaya pekupinda mushure ...

‘Dhiri’ rakaputitswa nemukadzi mudiki

MURUME wekuita madhiri ekuba zvinhu kubasa achitengesa akazoona chitsvuku apo akatengeswa nemukadzi wake mudiki mushure ...

10 years ago | June 13, 2014

‘Usasvike kubasa kwangu, nekuti anozondinyadzisa’

MURUME wekuendeswa kudare neshamwarikadzi yake ichiti anomushungurudza akati mudzimai uyu anotumira mifananidzo yake ...

‘Uri chapungu chaicho pamari’

MUMWE mudzimai akadhonzera murume wake kudare achida US$500 yemendenenzi pamwedzi achiti baba ava ichapungu chaicho ...

Akaenda nepwere kudare

VANHU vaive mudare reHarare Civil Court vakashamiswa apo mumwe mudzimai akaunza vana vake vaviri vane makore ari pasi ...

Akamuka chibhebhenenga arambwa

KURAMBWA nemukadzi waaidisisa kwakarwadza mumwe murume wekuChitungwiza uyo akamuka chibhebhenenga ndokuenda kumba ...

10 years ago | June 9, 2014

‘Murume uyu anondibira mapoto’

MUKADZI wekuchaya mapoto nemumwe murume akazomhanyira kudare achiti anzwa nekubirwa midziyo yemumba nemurume uyu ...

Otaura rudo rusipo kutiza mendenenzi

Soblina Gumbochuma MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake, uyo anonzi anogara achimurova zvekumuita kafiramberi ...

‘Munoda kuti ndiunze twuvana 11 kudare?’

MURUME wekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wake nenyaya yemendenenzi akaramba kuti ishoroma sekutaura kwemudzimai uyu ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey