Nhau Dzemadzimai

5 years ago | November 9, 2018

Harurwa: Chema nekunakirwa

HARURWA — twupukanana twunorarama nemashizha emiti sezvinongoita hwiza kana kuti mhashu — kudya kunovaka muviri sezvo ...

6 years ago | October 19, 2018

Vanhukadzi nekurima muZim

Danai Chirawu NOMUSI wa15 Gumiguru 2018, pasi rose rakabatana mukupemberera zuva revanhukadzi vanogara kumaruwa, ...

Kubika mutakura wenyimo

MUTAKURA wenyimo kudya kwechinyakare uko kunokurudzirwa neveutano kuti vanhu vadye nguva nenguva sezvo muchiwanikwa ...

6 years ago | October 12, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Imboravira bota remauyu

BOTA rinogadzirwa nemauyu manyautsa mukanwa chaiwo sezvo richipa simba nekuvaka muviri uye mumauyu tinowana iron iyo ...

6 years ago | October 5, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Nhopi yemanhanga

NHOPI yemanhanga inhapitapi kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi uye kudya kune mapuroteni nemacarbohydrates. Svondo ...

6 years ago | September 21, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Mutakura wenyimo

Muchaneta Chimuka NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira vanhu kuti vapote vachidya chikafu chakaita semutakura wenyimo uyo ...

6 years ago | September 14, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Mabikirwo erupiza

Muchaneta Chimuka RUPIZA kudya kwepasichigare uye kune mapuroteni akawanda ayo anoita kuti muviri ugare wakagwinya. ...

6 years ago | September 7, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Bhinzi nemupunga, sadza

Muchaneta Chimuka USAVI hwebhinzi inhapitapi uye hunovaka muviri sezvo muchiwanikwa mapuroteni nekumwe kudya.

6 years ago | August 31, 2018

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

Idya mupunga neminzi

Muchaneta Chimuka MINZI kudya kwemazera ose sezvo kuri nyore kutsenga uye dzine mapuroteni ayo akakosha pautano hwemuviri.

6 years ago | August 24, 2018

Muriwo wespinach wakakosha

MURIWO wespinach wakakosha zvakanyanya kuutano hwevanhu, zvikuru kumadzimai akazvitakura sezvo uine iron yakawanda iyo ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey