NHAU DZEMITAMBO

8 years ago | May 27, 2016

Handiende: Tau…‘Vatsigiri venhabvu hamuna chakanaka’

MURAIRIDZI weHarare City, Taurai “Tau” Mangwiro, anoti vatsigiri venhabvu vanhu vanonetsa kufadza sezvo ukagona ...

Tsiva yobatanidza Sadc

KUSHOMEKA kwevakotsveri pamwe nemapuromota etsiva muZimbabwe kuri kuita kuti vatambi vazhinji vemutambo uyu vatizire ...

Distin obva kuBournemouth

SYLVAIN Distin mumwe wevatambi vatanhatu vachabva kuchikwata cheBournemouth icho chinokwikwidza muPremier League ...

8 years ago | May 20, 2016

Imbondisiyai: Ndiraya . . . ‘Handina chekuita neDeMbare’ . . . ...

TONDERAI “Stanza” Ndiraya anobuda pachena svondo rino kuti haana zvaanoziva pamusoro pemashoko ari kubuda ekuti ari ...

‘Simudziraiwo Zim Under 20 Soccer’

MURAIRIDZI weZimbabwe Young Warriors Under 20, Jairos Tapera, anoti anoshushikana zvikuru nekusasimudzirwa kuri kuitwa ...

8 years ago | May 13, 2016

‘Manyuchi igamba’

VATSIGIRI vetsiva svondo rino vakarumbidza zvikuru Charles Manyuchi nekunyora kwaakaita nhorowondo yake mumutambo uyu ...

Sanchez angangobva kuArsenal

ALEXIS Sanchez anogona kudambura hukama hwake neArsenal sezvo zviri kunzi ari kudiwa neshasha dzekuItaly, Juventus.

‘Ongororai hutano hwevatambi’

SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti zvakakosha kuti zvikwata zvose zvinokwikwidza ...

8 years ago | May 6, 2016

Dynamos inohwinha: Silva…‘Mhuri yangu ichauya kuzopembera’

MURAIRIDZI weDynamos FC, Paulo Jorge Silva, anoti ishasha panyaya dzekusasana nevanhukadzi uye mudzimai wake nemhuri ...

‘Tsigirai mapoka enhabvu epasi’

MUTUNGAMIRIRI weCUMA Football Academy — iyo inokwikwidza muDivision Two – Hurbet Manyowa anokurudzira makambani ...

Mayweather na Pacquiao voda kuzvibakisa futi

MUTAMBO wechipiri pakati paFloyd Mayweather naManny Pacquiao uri kurongwa kunyangwe hazvo vatambi ava vachiti ...

Ndinofara zvikuru kuChelsea: Conte

MURAIRIDZI mutsva weChelsea, Antonio Conte, anoti anofara zvikuru kuve kuchikwata ichi uye anotarisira kushanda ...

8 years ago | April 29, 2016

‘Mhirizhonga munhabvu bodo’

SHASHA dzakambotambira Dynamos FC neCAPS United svondo rino dzinokurudzira vatsigiri vezvikwata zviviri izvi kuti ...

Castle Tankard yoitwa

KAMBANI ine mukurumbira pakubika doro yeDelta Beverages inoti mujaho weCastle Tankard wegore rino uchaitwa musi wa7 ...

Oroverwa machipisi neyogati

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKOMANA wekuoneswa ndondo nemusikana waakarambana naye achiroverwa kuti adzore mari ...

8 years ago | April 22, 2016

Chivayo imhene yangu: Fidza ‘. . . siyanai naye’

MUTUNGAMIRIRI weZimbabwe Football Association, Phillip “Fidza” Chiyangwa, anoti vanhu havafanire kushoropodza “mhene ...

Chotsva muPSL

MITAMBO yePremier Soccer League ichasimudzira svondo rino zvichitevera kumbomiswa kwayakaitwa vhiki radarika nekuda ...

8 years ago | April 15, 2016

Hapana dhiri: Silva. . . kunetsana kwangu naMuzadzi haizi nyaya

MURAIRIDZI weDynamos FC — Paulo Jorge Silva — anoti haaone pane chakaipa kana akanetsana nevatevedzeri vake vanoti Gift ...

Zvikoro, makirabhu zvobandana

ZVIKWATA zvezvikoro nemakirabhu zvemitambo yakasiyana zvekuChitungwiza zvinotarisirwa kukwikwidza munguva pfupi iri ...

Conte otarisana nemutambo wekutanga

MUTAMBO wekutanga wemurairidzi mutsva weChelsea, Antonio Conte, uchange uri wehushamwari apo chikwata chake ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey