NHAU DZEMUNO

5 years ago | October 11, 2019

‘Muroora siya zvemushabhini’

VAMWENE vakazomhan’arira muroora wavo kudare vachiti haagone kuchengeta mwana wake zvakanaka uye akambomutiza akamusiya ...

Uyu mukadzi wangu’‘. . . neniwo ndewandu’

VANHU vaive mudare vakakahadzika apo vamwe varume vaviri vakatsvukisirana maziso nenyaya yekurwira mukadzi, mumwe ...

Kana zvamubata, anoputsa midziyo

MUMWE mudzimai akadunura mudare achiti murume wake ane hasha dzinenge dzehwiza inozvidambura makumbo kana yashatirwa ...

Mishonga yekurwisa chimbwamupengo

HURUMENDE yakatambira mishonga yakawanda iyo ichashandiswa kurwisa chirwere chechimbwamupengo kubva kusangano reWorld ...

‘Mwana wangu imbavha yehuku’

vAMWE baba vakazoendesa mwanakomana wavo kudare redzimhosva vachiti avashaisa rugare nekuvabira huku dzavo.

Vodzidzisa zvemhuka dzesango

VANOONA nezvekuchengetedzwa kwemhuka dzesangano, veZimbabwe Parks and Wildlife Authority (ZimParks), vari kukurudzira ...

Zvinhu zvakawanda zviri pamwe

KUDZIDZA kunoramba kuchienda mberi chero zvazvo bvunzo rakauya rikadarika. Ndinozviziva kuti pakange pakaoma chose apo ...

Vatadzi vanorangwa

UCHISHANDISA ngano shanu, tsigira pfungwa yokuti vanhu vanoita zvisingatarisirwe muupenyu vanorangwa. [25]

Ndiye honzeri

SVONDO rapera ndakakuvimbisai kuti ndichazenge ndichikupai mimwe mibvunzo yandisina kukwanisa kuzoitira ongororo ...

‘Mukadzi wangu imbavha’

MUDZIMAI wekuendesa murume wake kudare redzimhosva akazoshaya pekupinda nekunyara apo akafumurwa kuti imbavha yemakoko ...

‘Andifemesa, apa takarambana’

MURUME wemuHarare akaendesa aimbove shamwarikadzi yake kumatare edzimhosva achiti ari kumunetsa nekuenda achinopopota ...

Anonyima, haabike kana asina kunzi bika

ACHANDICHASHAMISWA nezvinoshamisa nekuti zvishamiso zvawanda. Izvozvi kune mumwe munhu achiri akagumbukira kunyimwa ...

5 years ago | October 4, 2019

Ndiri wema‘spiritual wives’

MURUME wemubhuku rekwaChoto, kwaMambo Mangwende, kwaMurehwa — uyo pari zvino ari kugara papurazi reRuwari, kuMarondera — ...

Chitunha chakadyiwa…. . . kukasara musoro bedzi

CHITUNHA chemwana chainge chichangobva mukuvigwa kwaChivero, kuMhondoro, chakafuma chakatorwa muguva, pamarinda ...

KANA WODA KUROORA… ‘Tambira Murehwa, Mutare’

KUBVIRA kare, zvagara zviriko kuti kana mukomana ave kuda kutora musikana wake kuti vagare semurume nemudzimai, mukomana ...

Seed Co yodadisa kuMasvingo Show

KAMBANI huru pakuuchika nekutengesa mbeu dzemhando yepamusoro-soro, Seed Co, yakashura mare kuMasvingo Provincial ...

‘KuMasvingo vanoda pakuru’…Matanho anotevedzwa pakuroora

NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano reZimbabwe National Practioner’s Association (ZINPA), ...

Vana vakatsvira mumba

MHURI inogara mumusha weRetreat uri kuWaterfalls, muHarare, ine kusuwa kukuru zvichitevera kufa kwemwana wayo, mumwe ...

‘Koshesai kodzero dzevanhukadzi’

SANGANO reWomen’s Coalition of Zimbabwe (WCoz) nemusi weChipiri rakaita musangano muguta reHarare wekurwira kodzero ...

‘Tsiva haina chibhanzi’

MUTAMBI wetsiva wechidzimai Kudakwashe ‘Kudah’ Chivandire anoti mutambo uyu hausi kumubhadhara zvachose zvekuti ari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey