NHAU DZEMUNO

7 years ago | December 16, 2016

Vakarova ‘small-house’ nechamboko chewaya

Trymore Muvhawa— PANE mukadzi akarikitwa nechamboko chewaya nemumwe mudzimai uyo aibatsirwa nevana vake apo ...

‘Shandirai budiriro yeZim’

VADZIDZI vanenge vapedza fundo munyika muno vanofanira kushandisa ruzivo rwavo mukuvandudza budiriro yeupfumi hweZimbabwe.

Mubairo wekuruta

NHOMBA yekuda nyama yakaparira murume wekupurazi reGilstone Farm, kuBeatrice, uyo akabatwa nemhosva nedare yekuuraya ...

Une muromo wenyoka

TINOTENDA Mwari vanodonhedza nyoka kubva muBhaibheri muchechi kwaMuroyi. Nyoka imhandu yedu kubva kare, uye ...

Tinochema naVaMuluzi

. . . mwanasikana akarohwa nemheni TIRI mumwaka wokunaya, mwaka unofadza nokuti kuuya kwemvura kunotaura maguta ...

7 years ago | December 13, 2016

Shavi rekuroya tugu pamuyenzi

Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki akange apihwa pekurara neimwe mhuri yekuHopley Zone 6, muHarare, mushure ...

7 years ago | December 9, 2016

‘MWANA HAASI WEMURUME WAKO UYU, INHEMA HERE?

‘. . . ichokwadi, ndewe chikomba’ ‘. . . chaindiunzira girosari nemari’

Vana 100 nevakadzi 10 . . . Vanobika 50kg yehupfu pazuva . . . ...

IMBOFUNGA kaupenyu aka. Murume ane madzimai 10 nevana vanodarika 100. Vangadai vachidarika apa asi vamwe vakashaya. ...

BABA VANOTOTESA MAGUMBEZE . . . Odzingwa nemukadzi pamubhedha

Tafadzwa Mutsotso MURUME wekuti ari kuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo waanoti anomudzinga pamubhedha achiti arare pasi ...

Mufundisi akadonha nyoka muchechi . . . ‘Haisi yangu, yakaita ...

MHOMHO yevanhu vaive pakati pekunamata muchechi yeReformed Church in Zimbabwe (RCZ) iri pachikoro cheMuroyi Primary ...

Zim yakatenga chibage

MUTUNGAMIRI wenyika President Mugabe vanoti kusvika pari zvino Zimbabwe yatenga matani echibage 300 000 kubva kunze ...

Vana nherera votambudzwa

Tafadzwa Mutsotso CHIREVO chinoti nherera inoguta musi wafa amai chozadziswa neupenyu hwevamwe vana, avo vanoti ...

‘Usanditadzisa kunamata’

Trymore Muvhawa MUMWE mudzimai anoti ari kupfuviswa zvekutadziswa kuenda kuchechi neaimbove murume wake uyo waanoti ...

Kodzero dzevakaremara mitezo

naIrene Sithole YAKWANA nguva iye yegore zvakare, apo pasi rose rinenge richicherechedza mazuva 16 ekurwisa mhirizhonga ...

Rudo rworamba kupera

Trymore Muvhawa SAMUSHA vekuramba vachidanana nemukadzi wavakambopengesana naye vachiri mukomana nemusikana — uyo ave ...

7 years ago | December 1, 2016

Shuga inouraya chinyararire

l  1,5 miriyoni votambudzwa muZim Muchaneta Chimuka MUTEVEDZERI wemutungamiri wenyika, Vice-President Emmerson ...

Mwana wechikoro oita chimhuka

Kingstone Mapupu ZVINHU zvakaita manyama amire nerongo pachikoro cheMakomo Primary School, icho chiri kuEpworth, ...

Akadashurirwa muto wenyama

Daphne Machiri MUDZIMAI wekuCaledonia Phase 1, muHarare, akarohwa nemurume wake senyoka yapinda mumba ndokuzomanikidzwa ...

Mukadzi wekuchinjanisa varume

‘ndamera nyanga panhingirikini’ Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki wekwaSeke atambura nezviri kuitika kwaari ...

Mhembwe bherengende mumba

l Vanhu vakatiza neupenyu hwavo Kingstone Mapupu IMWE mhuri inogara pakomboni yeWingate Golf Club, muHarare, yakasara ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey